🆁4🅼🅾🆂 Profile picture
All possibilities Exist!!

Jan 11, 2022, 25 tweets

Mwana Wemusoja Part 2

Ndamuka makuseni paye ndanokwira kombi ndabaya paden. Saka nemwana tanga tawirirana kuti achauya kuzondiona kumaraini kwangu weekend.

Inin areas ndasvikowona team rangu then i told them about what had happened with the chick. Zikanzi haa Jahman mwana anofanirwa kutouya kuno kumarain morova masinhi.

Haa ndigaye kuti inin paden pangu hapaite kuvharira munhu.. Ninez inogara iripo.

Zvikanzi nemface wangu Langy... Haa wangu don't worry mwana unouya naye paden pangu haisi danger iyoyo... Haa ndafara ndikati bho madhiri

Weekend yasvika mwana afona zvikanzi ndaakunokwira combi saka ndipoo madirections... I gave he the directions then ndozomumirira pabus stop

Mwana aburuka kombi ndamutambira paye. Bvandati ngatibayeyi saka it was a distance kusvika kuden kwefriend yangu kuye... Mwana akubvunza ko trikumboenda kupi.. Ndikati paden pefriend yangu taakutosvika.

Ndobva tasvika paden paye pemface wangu ndrikuvhura gate kaa nekupinda muden ndrikuona haa makazara boyz friend yangu mafriends ayo aripo..

Ahh tagara paye neteam haa chimoko achis comfortable apa manje ndaakushaya kuti ndodini... Mwana bvaati akuda toilet bvandanomuratidza.. N

Ndasara neboys paye ndikat haa boyz mwana ndichangoenda naye mu bedroom imim mongoita yamanga muchiita.. Ndikabva ndabudisa kamwe kabepa soo kane jelly yaunonwa kanonwiwa kana waakuda kurova masinhi like 20 minutes b4 ndanga ndabva nako pajoza... Saka kanoita kuti blambi imire

Ndanwa kasinhi kaye team rangu richiona.. Vakomana varikungozhinya kuti kablaz aka kaka pinda

Mwana adzoka kubva kutoyaz ndagara paside naye ndakumuudza munzeve kuti ko shaa ngatisimukei tiende kuroom

Boyz mwana akabva anditarisa nezizisoo face bvayatochinja haachatombode zvekutaura nani... Apa manje team ririkuzvionab

Bvandabuda nemwana panze ndinzwe kuti problem chii

Zvikanzi nemwana.. Aiwa kaa shaa handingati ndakwira kombi kuzoona iwewe... Waakundiunza kumba kwemface wako kwakazara mfriends ako woda kundivharira inin.

Ndakazvionawo kut haa ipapo ndabhaiza bigtym... Though sei boyz kashoma kuzofunga zvakadaro bcaz unenge waakungofunga masinhi chete

Apa manje ndanwa kadzini kaye kanomisa blambi haa boyzz😅😅...

Ndaakutoona kuti zvadhakwa izvi mwana anditsamwira ndanwa kasinhi kaye blambi yakamira... Ndikat at least gandinotrye kuvhara ma1 nekungoenda nebabe ku salon rorukwa nekuiswa manails...

Bvataenda nemwana kusalon bvaaitwa nice.. Anga akufaririrawo better.. After zvandanga ndaita ndoo only thing chandanga ndaakungoda kuti mwana afare chete... Zvimwe zvese zvekuvharira mwana ndandisisina problem

Apedza kurukwa mwana ndakangomukwidza kombi bvaadzokera kuden kwavo haa for that day ndanga ndava bhooo... But haaa little did i know kuti team riye randasiya kuden kwefriend yangu rakatondimirira bcaz rawona kaa ndichinwa kadzini kaye

Ndasvika kuden kune mafia ndichingopinda padoor haaa boyz rakandiseka... Hanzi mdhara mune munyama 1st makawona uniform yaGunners muwardrobe blambi ikaramba kumira.... Nhasi mabura chimwe manwa (Kamagra)kasinhi kaye kekumisa blambi.... Bvamanyimwa sinhi

Kana ndimiwo imbofungai pain yekuti wanwa kanhu kanomisa blambi.wakarodza wobva wanyimwa masinhi futy...

Haa vakomana vakandiseka bigtym nemwana ndooranga riri last day kuonana atina kuzoonana futy infact after 3 days takazongoramban. Apa masinhi andina kurova

Haa nanhasi nyaya iyoyi inondirwadza

End of story.

Share this Scrolly Tale with your friends.

A Scrolly Tale is a new way to read Twitter threads with a more visually immersive experience.
Discover more beautiful Scrolly Tales like this.

Keep scrolling