Thread
Kutumwa kunodeidza Babe
I was stll doing my primary tichigara ku warren park. Paden i was the youngest boy panga pane 3 i was the last boy saka vaindisiya manje kana vaakubuda kuenda kukababe bcaz ndandrimudiki.
So 1 day haa ipapo i insisted on going out navo vachingoramba hanzi atifambe nevana vadiki.. Haaa zvaibva zvandibhohwa..so manje ndakabva ndati nechemumoyo haa ikoko ndoenda zvenharo
So i came up with a plan yekut ndichavetevera ikoko but i wll keep a distance hangu observing ndirikure kut vasazondione ndozonzi dzokera kumba
Maguys arikuplanner havo mafambiro avachaita ese mumwe neumwe kaa anga anebabe rake soo vanoperekedzana kunotaimira mababe...
Vanhu vageza paye inin hangu ndandagara ndageza kare so that maguys haazove suspicious... They are now ready to roll... Haa vakomana vachena those days kwaipfeka majean mahombe aye nemazi t-shirts... Mabrothers angu aipisa muwarren Park inin i wanted to experience it
Dzakuma 3 vakomana vabuda... Inin ndateverawo mumashure mavo im keeping my distance ndisawonekwe..So babe uyu aigara kuna 38 and ndokwaigara futy friend imwe yablaz.
So their plan was to go kumba kwefriend iye Vonomutora vozoenda kumababe.Apa inin im following them they dnt see me.
Vasvika kumba kwefriend kuye after 5 mins maguys abuda avo vakubaya kumarain kwebabe rablaz ndookwavaitanga
Hapana andiona sofar kuti ndrikuteera.. Ahh vasvika kumba kwebabe.. Vakomana had a code yekubudisa mababe vairidza muridzo unenge uchiti 'mababe hobhoo' mababe acho code vanga vakuiziva
Saka manje babe Arina kubuda, the reason i dnt know haa team hameno kut vakabva vafunga chii.. So the started coming to my direction bvavandiona zvikanzi huya kuno
Ndaenda kuye vakundibvunza kut koo urikuitei kuno ndikat hapana.. Zvikanzi mfana watiteera iwewe dzokera kumba... Ahh apa kumba ndaitya kudzokera bcaz pane chibani chiripo soo ndaipatya
I started crying kut haa kumba ndega i can't go ndotya blaz vaakutemha shamu kut ndidzokere... So the friend we blaz ndiye akazot haa msiye kani mfana... Rega titume iyeyu anobudisa chimoko.
Haaa zvikanzi saka kana usiri kuda kuenda kumba ndiwe waakunobudisa chimoko ukangoita zvekupenga ikoko trikukusiya wega guno.
Haa ko inin nekudawo kukwana muchitima ndika don't worry zvidiki diki izvo... Haa i gve them the benefit of doubt..Ndikati dnt worry mablanco mwana ndinouya naye
Ndikabva ndanzi enda unosvika woti ukuda kuona Tashinga.. Kana abuda womuti ukudiwa naJonathan.. Haa neka confidence ndikatotanga kurova step baba ndichienda kunopinda mugedhi
Ndapinda muyard mavo saka vaishandisa door rekuseri. Haaa Kuseri kuye bvandawona muguava apa maguava ngaibve... I cldnt resist the craving baba maguava ndomada Haaa ndini uyo ndakabva ndakwira mumuti ndribusy kutemha ndichiisa muhomwe...
Apa andis kuona kut pawindow remukitchen pane munhu arikundiona. Apa ndimoms vebabe riye.. Vakangodeedzera kuti iweee 😅 ndakavhunduka ndikatsvedza the next thing i was on the ground
Ndakadonha ndichisvikorovera nedumbu apa ndakazara maguava mumuromo andaidya.. Gaya kumbomira kutsenga womboteerera marwadzo..
Ndakasimuka ipapo ndribara ndichinzwa door richikiinurwa. Gaya team rakamirira panze and vato relaxer kaa vachiti mfana arikuuya nebabe
Vakavhunduka vakomana vachiona ndichiuya ndrimu speed.. Ndichisvika pavanga vari munhu wese achisimuka kutizawo
Paifambwa baba mabrugwa ndiwo aingonzwika kurira ko anga arimahombe kaaa
Vakomana vakazo decider kumira vawona kuti no1 is coming.Ndaakubvunzwa paye kuti ko chii chaitika?
Ndikati ndapinda kaa muyard mavo ndikasviko knocker padoor zvikanzi ukudei? ndikat ndikuda kuwona Tashinga zvikanzi ukuda wei? Ndikat arikudiwa naJonathan... Saka pane vakomana 2 vahombe vabva vandibata vakandirova ndazokwanisa kutiza
Zvikanzi mfana usanyepe ko maguava akazara muhomwe wamawona kupi... Haa bvandatoona kuti panapa kaa ndabatwa pakutoda imwe cover up apa. Ndikabva ndati time dzandabatwa ndanga ndanhonga 1 guava vabva vanditi punishment tora maguava ese aripasi umadye mamwe vachindiisa muhomwe
Haaa they bought my lies i succeeded for now... Haa tasvika paden Mface wablaz adzokera...Im just happy kuti ndakwanisa kuvhara ma1.. At the same time im worried kut mablaz akaziva chokwadi haa zvadhakwa
Mface wablaz akazouya the following day monaz.. Akati haa mfana aibhaiza zvese zvaitaurwa hanzi akasvika akakwira mumuti akatanga kudya maguava moms vakamudedzira akadonha akabuda achimhanya.. Apa inin kaa ndaenda kuchikoro
Ndichidzoka ndakasvika vakomana vakandimirira haaa ndakadzingiriswa apa boyz 😅😅 ndaipfeka rimwe zi school shoe ziweinbrenner rairema zvekuty dhuu... Haa vakandibata vakandikiya vakomana... Haa but kubva ipapo vanga vaakuenda neni kumababe.
Haa but ndakazoita constipation nema guava ndakita 5 days ndichitadza kuenda kutoilet ndikazodiedza moms ndoovakazoita plan😂😂
The End
Share this Scrolly Tale with your friends.
A Scrolly Tale is a new way to read Twitter threads with a more visually immersive experience.
Discover more beautiful Scrolly Tales like this.