THE REASON WHY I WILL NEVER TAKE ZWITTER MEN SERIOUSLY.

THREAD:

So one day on a Sunday afternoon, ndichangosvika kumba ndichibva kuchechi, ndikati rega ndizorore zvangu ndichi scrolla pa Twitter... paive ne nyaya yainetsa ye Mercedes Benz ye Silver so... nyaya dzacho here... 😂 Image
Ndikuto scrolla paye ndakazongoona, "One new message received"... aah rimwe jentrumeni raizviti 'Mukomana wechii chii' so rapinda zvaro mu DM...ndikati rega ndimborinzwa kuti rakamira seyi.... ndikabva ndati "Ndeipi"... 😒 Image
Pasina kana two minutes ndakaona message yapinda zvakare... hanzi, "hello Mwanawevhu wakasvika svika, my name is Tonderayi and i just wanted to deliver my heart to you, ndanakirwa newe Mwanawevhu..." 😂 Image
Ini dhii pasi nekuseka, mazuva iwayo ndanga ndambomira zve mujolo izvi asi ndakati apa rega ndimborinzwa jaya iri... ndikatiwo, "Hesi Tonde, ini ndinonzi Vimbayi, your heart is too big enough for me to handle... i cannot take it, but waita basa..." 😂😂💯 Image
Ndakaona jentrumeni radzoka rikati aiwa Mwanawevhu, ndokubatsira kutakura usatye, how about we meet up timbotaura taura two minutes... ndikati okay let's meet in town unogarepi... zvikanzi Mt Pleasant, can we meet today? Ndikati i free Pizza kaiyi... handeyi mwanakomana... 😂😂 Image
Pasina kana time ndakasangana nemujaya mu town tikapinda zvedu mu Chicken Slice... aiwa mukomana akatenga tenga kani madyiro andakaita ipapo, handidi kunyepa, i was so impressed ende ndakadya... ndikati burger, majipe aya... Shawarma, dhiringi... aaah ndakanakirwa... 💯😂 Image
Takazoti tapedza kudya paya taguta takudzikisira nema dhiringi, chikomana chikati chatanga kusasa... hanzi Mwanawevhu iwewe ini ndotokuda, I've been eyeing you for sometime...ndoda uite muroora wekwa "Mugabe".... 😯😮Ini eeh, ndikati Mugabe wedu watinoziva or Tinashe Mugabe... 😂 Image
Zvikanzi nemukomana, Vimbayi i didn't want to tell you this, its a big secret you might be killed ukaudza vanhu... its a matter kmof national security, ndikati national as in Zimbabw? Zvikanzi ehe... huya padhuze ndikuudze... mukomana akaswebera panzeve pangu ndokuti.... Image
The Late President was my father, but ndiri illegitimate child sk I've been kept a secret my whole life, no one was supposed to know but ndinotonzi Tonde Mugabe... Ndikati ukutiiko iwe zvikanzi mira uwone Vimbayi.... Image
"Apa i was in Dubai with my broz, Bella na Robbie... we had a good time, we tour the world together... apa taive ku Malaysia ku retirement home ya Daddy... toto linker zvekudaro... apa taive ku Ontario, Canada ku show ya Justin Bieber, hanty ukuona takatorwa pic naye...mface wedu Image
Aaah, ndichiona zvese izvi... ndikati ndapinda ini... chikomana ini ndatove wako ndakunzi Mai Mugabe... Muroora wekwa Mugabe... my life is now complete... ndichamirireyi... haaa takatotanga rudo rwedu isu sa Baba na Mai Mugabe... ❤️❤️😂💯 Image
Takatanga hedu kunanana paya, days became weeks, weeks became months ka paya... pane kumba kwandaiendeswa so ku Mt Pleasant ikoko aaah hanzi ndokumba kwedu, but our real house is in Dubai ndikati eeh... haaaa ndapinda ini, then i started saying ndakuda kunoona Mhamha... 😂💔 ImageImage
Mukomana akati whaat?Not yet baby, izvezvi Mhamha havaoneke zvekudaro, but vakaita available will tell you, mukomana akutiza tiza haachabatike paye... ndikamufonera pamwe yaisaita, pamwe aidaira oti I'm on my way to the Airport ndikuenda ku Germany nebasa, let's talk ndadzoka... Image
Aaah ini ndakatanga kushushikana kuti chii chiri kuitika, asi handichadiwa, asi kwane vamwe Mai Mugabe vasiri ini? Hope dzikaramba kuuya... ipapi mujaya haachatowanike zvachose, mumwe musi ndikati unonyepa, dhuku ne zambia... ndini uyo ku Mt Pleasant.... ImageImage
Ndichisvika ndakasikovhurirwa gedhe nemukomana webasa, akanondisiya mumba maive na Mhamha, vanova ndivo Mai Mugabe(unofficially)... 😂😂zvikanzj ndiwe ani ndikati makadii mhamha ndini Vimbayi, musikana wa Tonderayi... zvikanzi horaiti, gara hako apa... ndokubatsira neyi...? Image
Ini musodzi chururu, ndikati Mhamha Tonderayi handichamuoni mazuva ano, ndanga ndauya kuzomutsvaga... last time we talked aienda ku China nebasa... since then handina kuzotaura naye... Image
Zvikanzi na Mhamha ku China...??!lSaka haasiriye Tonderayi mwana wangu, ini wangu anosenza pa ZBC apo anotengesa mota... iwewe gara ipapo manje manje anenge atouya achibva kubasa... Image
Ini ndikati ku ZBC kupi futi wana wa President... hazviite... however ndakangogarawo ipapo pakatozouya sister yake tikatandara naye tichitotaura... time time ndikati regayi ndimbo taura na Mhamha futi... Image
Ndikabva ndati kuna Mhamha, nematambudziko a Baba vakazofira ku Malaysia, zvikanzi baba vapi futi... ndikati, i know Mhamha its a secret, Tonde told me... musatye henyu i already know, zvikanzi ukutiiko iwe... ndikati nematambudziko ka a Baba Mugabe, the former president... 🤣🤣 Image
Ndisati ndapedza kutaura ndikuona Mhamha na Tete Tsitsi bvuu kuseka vachimbundirana... ini ndikati yohwe, asi vanopenga... ndikanzwa vachiti... Asi Tonderayi ka... uyo mumwe anyeperwa futi... ini ndikati ah ah, zvikanzi na Mhamha wakazvinzwepi izvozvo... Image
Ini ndikati ah ah nhayi Mhamha, handiti maimbove mukadzi wa President, Tonde is an illegitimate child of the late president?! Honayi mapiks aaindipa muina President aya, iri aina Bamnini Bella na Bamnini Robbie ku Dubai... iri muri ku Malaysia kumba kwa Baba... Image
Tete Tsitsi ndivo vakazonditi, "No Vimbi... its all a lie Tonde use to seduce girls, iwe unga believawi zvinhu zvakadaro?!"... ini ndikati ko mapikicha?!.. zvikanzi he's a computer guy uyu i photoshop iyi... 😯😮Ndikati ko mota dzaanofamba nadzo zvikanzi ndedze kubasa.... Image
Ndikati kubasa kupi handiti mu CIO here Tonderayi... zvikanzi ayehwa ndedze murungu wake waanoshandira ku ZBC, anotengesa mota uyu... yes our surname is Mugabe but we are not in any way related to The Former President isu... wakanyeperwa dear, I'm very sorry... 😯😯😯😯 ImageImage
ini ndakamboda kuzvibata but ndakakurirwa nemusodzi, ndiyo mhere... Tete Tsitsi vakauya padhuze vachindinyaradza.... Uko Mhamha vakutyoka nekuseka... ndikati nezvese zvandakaitira Tonde, it was all a lie, saka handisi Mai Mugabe veku State House?! Haaa ndakachema kani... 🤣💔💯 ImageImage
Ndiri pakati pekuchema mukomana akabva apinda, akapfeka jersey rake re Chelsea achiratidza kushungurudzika zvakanyanya... pandakamutarisa takabva tadhumanisa maziso, ndikati nhayi Tonde ndakakutadzira chii kundinyepera kudayi... kubdiita benzi rak o here To derayi shuwa... 😭💔😤 Image
Mukomana akaratidza kushamisika ipapo,akamboramba ari zii ndobva atanga kutaura,"Iwewe wanzi nani uuye panapa, watadza kufona?!Usapuse iwewe wanzwa... what we had is over, dzokera kumba kwenyu usiyane neni zifuza remunhu?!"...l achibva aenda ku room kwake..akatendeuka akabva ati: Image
Ndakangosumudza purse yangu ndikati ini ndaenda kumba kwedu ku Budiriro, yah I've been played yet again, ndiri mudiki pa nyaya idzi inini... kana hasha dzakapera ndikazviseka, ndikabata musoro ndikati yah... vakomana vepa Harare ma gangsters echokwadi... 🤣🤣🤣💯💔 Image
And THAT'S THE REASON WHY I WILL NEVER TRUST ZWITTER GUYS.... 🤣🤣🤣💯💔

Thank You for reading my fictional story... musazokanganwe kundi followawo abeg... have a good day guys!!! 🤣🤣🤣💯 Image

• • •

Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh
 

Keep Current with ⫷⫷⫷🇿🇼𝗞𝗶𝗻𝗴𝗥𝘂🇿🇼⫸⫸⫸

⫷⫷⫷🇿🇼𝗞𝗶𝗻𝗴𝗥𝘂🇿🇼⫸⫸⫸ Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

PDF

Twitter may remove this content at anytime! Save it as PDF for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video
  1. Follow @ThreadReaderApp to mention us!

  2. From a Twitter thread mention us with a keyword "unroll"
@threadreaderapp unroll

Practice here first or read more on our help page!

More from @Streetz_263

May 22, 2023
Rimwe gore ndakambopihwa USD$100 na Gogo, ndikati ndoiviga papi paisingaonekwi na Mhamha...?! 🤔🤔Aah, plan nyama ndikati rega ndinoiviga mu Cabbage riri mu firiji, ndozoitora mangwana makuseni, ndini nyahwa nyahwa ku kitchen ndikanoiisa mu Cabbage pasi pasi pezvima shizha zviya. Image
Ndaviga mari ku Cabbage muya ndikati rega ndimbonoona hangu shamwari yangu yepa next door, ndakanotandara naye paya ndikazodzoka kumba about 3 hours later, ndikati rega ndimbopfura neku kitchen ndione kuti Cabbage rangu riri safe here, kunivhura firiji payer, wanike hakuna chinhu Image
Pandikuona mufiriji musina Cabbage riya ndikati touch ku dining kwakagara Mhamha, "Nhayi mhamha cabbage ranga riri mufiriji raendepi?!", zvikanzi na mhamha ndaripa Mbuya Sithole vauya pano vachiti kumba kwavo kwaitika nhamo.... ini eeeeh, ndodiiko paya...?! Image
Read 15 tweets

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3/month or $30/year) and get exclusive features!

Become Premium

Don't want to be a Premium member but still want to support us?

Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal

Or Donate anonymously using crypto!

Ethereum

0xfe58350B80634f60Fa6Dc149a72b4DFbc17D341E copy

Bitcoin

3ATGMxNzCUFzxpMCHL5sWSt4DVtS8UqXpi copy

Thank you for your support!

Follow Us!

:(