Hustler_263 Profile picture
It's always God first and my Hustle is blessed.
Dec 4, 2021 β€’ 6 tweets β€’ 1 min read
Boys mfana wangu arikundimakisa kuno πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜­πŸ˜­πŸ˜­

Live thread update. Mfana wangu ndabuda naye pandaenda kubasa achienda ku party tazongosangana pa gedhi an hour ago

Adyiswa weed cake ikoko auya zvake akarohwa ne weed big time
Nov 3, 2021 β€’ 18 tweets β€’ 2 min read
Haa amana childhood yangu yanga yakatosiyana neyevamwe vana vese

Small small threadπŸ˜‚ Mdara wangu is a decorated soldier, a veteran who went to war at a very very young age, zvekutoda not zvekumanikidzwa saka chisoja chakavapinda big time
Sep 22, 2021 β€’ 27 tweets β€’ 4 min read
Being an adult in Zimbabwe ma1 boys hazvina kumira mushe kunze uku.

Ndiri muka open truck ndakananga zvangu pa den izvezvi so as i tweet.

Haaa small small thread. Unenge wakatongo acceptor kuti mabasa hakuna, woti chirega ndizame kutongomhanya mhanya zvibatane otherwise unochembera uchiti ndine degree apa asi uchitokwereta shaving machine ya mdara uchitadza kutenga yako
Jun 1, 2021 β€’ 23 tweets β€’ 4 min read
Zvinhu mu life zvinochinja kana wazogara.

Amana ndaive ndakavenga chikoro big time ku primary school inini

Small small thread πŸ˜‚ Ma1 akatotanga first day rekuenda ku preschool chairo. Ndanga ndatove neka spot kangu kekuhwanda day rese kuti ndisaite ma activities aiitwa nevamwe.

Ndaizongobudikira time yekuenda kumba tava kupihwa ma packets e Steri milk for the road
Jan 12, 2021 β€’ 23 tweets β€’ 6 min read
Tiri ma Form 6 takambodzingwa chikoro 2nd term tavhura restaurant ku hostel πŸ˜‚

Thread πŸ‘‡ opening day takasiiwa ne school bus so na @Guggs_zw & @Carlsimz we jumped into ma bhazi anoenda kumusha anodarika nepa school pedu

Our food items aive muzi changan bag one. So pakudzika conductor akaburutsa wrong bag, redu raive nemaputi nema snacks rikasara. Nobody noticed paya
Dec 26, 2020 β€’ 12 tweets β€’ 2 min read
Haa amana kana ndakambopinda muma weird situation, today takes the crown ah πŸ˜‚

Thread πŸ‘‡ So kuma 2 i met my friend with his wife and kid in town. Sevanhu vakapedzsira kuonana kare i said why not help run their errands. Had finished mine.

Coincidentally I was wearing zvanga zvichi matcher nezve wife yake. My nigga atoseka akati you looking like twins chii chii
Nov 2, 2020 β€’ 11 tweets β€’ 2 min read
Vana va landlord vane mashura boys..nezuro ndakapotsa ndapinda navo fight πŸ˜‚

Thread. Ndakasvika pa den ka kuma 4 pm after an epic weekend nevakomana..ndainyatsogaya sadza ne huku baba because nzara yanga yandigara rough

So ndakasvika ndikaisa mvura yesadza pamoto ndikasota zvese, kwanga kwasara kuti ndinotora nyama ku fridge ya landlord yandikachengetesa..
Jul 3, 2020 β€’ 13 tweets β€’ 3 min read
Ko nhasi ndapotsa ndapinda busy zve πŸ˜‚πŸ™ŒπŸ”₯

πŸ‘‡ Ndanga ndakato easer in bed ka chi monaz, Xvideos and chilling πŸ˜‚

Ipapo phone yangu yabva yarira, ndaidaira zvikanzi huya paita heavy zi dhiri rine 150

Handina kana kugeza ndangochinja nekunanga ku zupco πŸƒπŸƒπŸƒ
Apr 3, 2020 β€’ 20 tweets β€’ 3 min read
MY WORST NIGHT EVER

(continuation)

Please this is not fictional
It's based on a true story
πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Amana yaive temple run chaiyo.

What i failed to notice was mudhara we babe akazobudawo achitevera vakomana ava vaindimhanyisa.

So pakadonha mfes uya team rakamira 2 minutes then pakasvika mudhara pa scene bvavamusiya nemurwere and they continued the manhunt
Mar 31, 2020 β€’ 27 tweets β€’ 6 min read
My worst night ever πŸ˜‚

I remember this one Friday night, playing fifa nevakomana, ndapinda final paya, Real Madrid vs Atletico Madrid.

The game had just started, then babe sent a message

"Huya ku sleep over"

Thread πŸ‘‡. Babe stayed ku Chitungwiza and I was at UZ, but kure kwemurume ndokusina p*ssy πŸ˜‚

Trust me I'm a hardcore fifa fan, but ipapo i decided kusiya bhora.
Mar 2, 2020 β€’ 25 tweets β€’ 4 min read
Lol i just remembered. Thread πŸ‘‡

Ndaifamba manheru ne babe from Groombridge to campus.. bhodhoro mumaoko tiri kurova ma shots paya ka I'm marinating munhu wangu. Tiri kudanana hedu paya every two steps kiss every 4 steps ndabata garo. Groombridge to campus is only 20 minutes but hour ranga ratodarika tirimo hedu mu road.