Why Women Shouldn't Wear Skinny Jeans Part 1
New Thread
#ghettothursday
There is that feeling of uneasiness inoitika kana wakagara pachemba uchiita hako number 2 paya panosplasher tumvura tworova a comeback. Ndiyo exact permanent feeling yaunonzwa kana usingaende kugraft.
Ghetto rakazondiremera heavy zvekusvika pakuti kumahwindi varungu. Ndanga ndapafinal stage yedesperation iya inonzi RR or chamuka inyama. Mhepo dzemadzinza dzinenge dzakajamuka rough I remember kunaLyton uko ndakanzi hapana basa ndikati chero kugeza hangu fence ndinoda
Chero paden kukutuma vanenge vakutonzwa tsitsi coz chese chinoda kuitwa unenge uchingoita pasina akutuma and usina pressure. Vanogona kuzosara kumuka watsvaira yard, kudiridza maruva,watoisa porridge pamoto imbwa yagezwa wakutodzumburudza, mashizha emuMango wapukuta achipenyerera
Momz yakazosvika pakusasa nemufundisi wekukelaz kwayo kuti mkomana hapana zvaangawanirwewo here kubasa kwenyu akati ngaambouye kuinterview tinzwe. Ndakafara semwana wechikoro anzi vese vasina kubhadara fees dzokerai kumba
On the night before ndakarara ndakapfeka sutu yangu. Early monaz ndanga ndapamakombi ndine laptop bag that had everything else besides the laptop itself. Dai ndakaita mistake yekunzi neporisi budisai zvirimubag, hah ndaidaidzirwa H Metro
PaBusstop ndaingozviitawo working class,ko ndini ndadini. Ndaingolouder "Eish makombi akuda kutinonotsa kubasa, nezuro ndakanonoka fut apa ndini ndine makeys". Kungodai ndoburitsa fone checking time...unokwara mubhora
Ndakasvika tonaz bvandananga paoffice yacho kuMilton Park. I was so early ndakatangira guard weDay shift ndikatombodziya moto newepanight shift. Ndiye akazondiudza kuti the company was a Funeral service...ini aah hoh hapana kushata.hanty chandirikuda igraft
Mufundisi vakazosara kusvika ndanguri ndatenderedza ma angles ese emushana like a pro I was. Ko ndoyanga yave specialty zve. Handiudzirwe mushana. Dai zvaienderwa kumaOlympics guess who would be your Kirsty..my only competition would be vakadzi ve areaz yangu
Dzichipinda ndakangogutsirira ndichiti Good morning sir nevoice rinoitwa nemunhu abata poto inopisa, (PANIC MODE) damn so early..asi I had rehearsed this moment in the mirror since last year and had perfected it last night
Dzakangotarisa hadzo dzikati "aah wasvika mwanangu. My secretary will call after 10mins need to check my email". Eheka ndo business language ka iyi. Aiwa mukuru itai yamunoita ko ndikumhanyirepi. Patience chete here. Ndini wacho...not zvekunzi kuchipatara what what
Longest and shortest 10 mins of my life. I became a prayer warrior ipapo zvekudarika mudzimai facing a cheating husband with a pregnant side chick...pakangoshota number dza Prophet Madungwe chete
30 mins and 1 hour dzakapera ndisati ndadaidzwa ndikati rega ndimbonzwa secretary kuti how far. Munoziya attitude yetuvasikana tunotengesa pakashop one kanenge karimuchakasara. Kanoita sekunge kanoswera kari busy nepo ndiwe customer yega that day. Right
Kakaramba kakanyarara kunge munhu arikuverenga materms and conditions epa internet. Bvakazongoti, "manga mafunga kudii". Ndakangoti iyi ndotype inofollowa mai titi na madam boss, Nigerian movies,Zee world,type inoti kumusha kwedu kuEpworth..hakana kuziya kuti ndiri weghetto
Ndakangoti ndezvako izvo straight ndakananga kuoffice yamufundisi. Ndakangosvikono knocker ka1 nekuvhura door. If I say kuti what I saw was a shocker ndinenge ndichitonyepa.....
Watch out for part 2...
Zvamirikufunga hazvisirizvo trust me
Maybe ndirikuzvifonera futi. Imbotaridzai nema retweet and follow tione kuti tokontinya here to part 2
#ghettothursday
Share this Scrolly Tale with your friends.
A Scrolly Tale is a new way to read Twitter threads with a more visually immersive experience.
Discover more beautiful Scrolly Tales like this.