Ghetto Diary 🔥 Profile picture
Jul 26, 2021 16 tweets 6 min read Read on X
Part 3 Harare Girls

I sat on the edge of bed lyk a choir gal on honeymoon. Dai ndaiva nekashagi ndaiwana pekutangira. Maface emughetto hatina mari yatinomboshafa paside in case of emergency. Our savings acc is the back pocket, ikaiswa kufront pocket yatove 'u only live once' Image
Most ppl don't understand why I was sweating in winter. Momz yangu can vava. Make no mistake,she is a very devoted christian with Mahendere CD that nvr bn removed from the DVD since 2015. Bcoz of what I am abt to say, if I mention church yavanopinda, I will be sued by vanhu veUMC Image
Momz yangu ine short fuse zvekuti ukaita offside inokutema nechinhu chainenge yakabata ipapo.Muden medu chinhu chega chandisina kumbotemwa nacho is TV and kitchen unit bcoz one TV yakamountwa kumadziro and two kitchen unit is fitted. #africanparents Image
Anyway ndakaona kut ndikadelayer kubuda ndaizoitirwa murder mubedroom better ndiende kunamdara at least he will testify as witness kuti zveshuwa mwana anga asina weapon. My move was too late, mai Chris vakabva vapinda bvandangotanga kuomoka ndega giving same report iya yekuporisi Image
First name yamdara ndiWilson asi ukanzwa zvanzi "iwe mwana waHwirison ukuda kumbotiiko" chinenge chatokala. Mdara akangonzwa maungira ndiye nyahwa nyahwa takazongonzwa gedhi rakuvharwa shasha yarova pasi. Sistren yakabva yatovharawo door rayo. Just me against the world now Image
Mdara aisada zvinomunetsa bcz moms had a way yekuzochinja nyaya yosara yamumonera. He was a jovial person hake. Only time yaakanditsamwira for a week ndepaakambondituma kunotenga powdered milk ndikauya neCremora, I cldnt understand it until day randakamuona achidya Everyday milk Image
"Ndini ndakakuzvara,ndini ndobvumidzwa kukupedzisa &mapurisa haana zvaanondiita" sh continued and I hd no reason to doubt. "Dzokera kunotora mari nefone iwe mwana waHwirison". Apedza zvake mwana weMoyo ungamudii. Gindron racho harina reverse. Ndini uyo ndabuda neclear instruction Image
Wakambopiwa a clear instruction wobva watotanga kuiita but usati watanga kuiita. Muroad ndaamo ndakungodzungaira baba wangu nhiya iwe. Ndakazongoerekana ndasvika paJimalo bvandasvikawo mdara arikutotenga Castle yake , "Pakaipa ka Madyira" achiseka kana kumbobvunza kuti wakaitei Image
After 17 minutes recounting my story mdara akabva andibvunza hake kuti is it true kuti Macheso ane album nyowani? Hah unoita weak... Image
Takazongodelayer delayer hedu bvatabaya paden. Malema vanga varara havo but I made sure kuti ndakiya bedroom door rangu the old fashioned way (see pic below)in case some people try to be clever in the dead of the night Image
Ukaona munhu uchibatwa nehope hupenyu hunenge huchifamba mutefetefe. Ndakazobiwa ndidzo around 4 am but moms ichimuka kutsvaira payard ndangandatomuka bvandazvisimbisa ndichiquoter Bible here or Shakespeare?? "Today looks like a good day to die"...or maybe it was James Bond Image
Ndakuda kugeza kumeso kambudzi kakabva karinger bvandadaira ndichiita zvekuwhisper bvandanzwa ,"unototaira zwako nenguba yako nhaika,manje swika paCentral izwozwi ubone banhu baripano ipapa", uyu ndiSgt Sibanda. Hakuna umwe. Chinono chinengwe bla bla bla Image
Ndakasvika paCentral ndichifemera kumusana seguruze dikita ririmuchiuona. Ndakananga pacounter Sgt Sibanda vakamira zvikanzi tarisa vanhu varikuseri ndichingocheuka kudai ndakabva ndatarisana neka 'wifey' kaya kakagariswa pasi dzakachena mumaoko ndikati ndiko aka shtupid yemunhu Image
Sgt Sibanda explained kuti girls iri ranga rabatwa kuneimwe night club rarova same staira kune umwe minisita.... weimwe church (ndikataura zita rayo I will lose followers and likes) Sgt vakati kababe kaya was willing kundipa fone kozondidzorera cash yangu tmrw asi tauriranai mega Image
Kababe kaya kakabva kati ok fone yako iyi pliz I promise ndokupa mari tmrw you can even hold on to my car keys. Handina kunonoka kutambira. Ndakatozviona ndamuMark X ndichisvika areaz yangu maface ndichimaudza kuti ndoyandakapinza but ndakaiwanira buyer tmrw inenge yabaya Image
Kababe kaya kabva kati pliz let me take your number and I'll beep you now now. Bvandakapa bvakadialer and zveshuwa yakabva ya ringer. Zvikanzi save my number ndinonzi ****gh. Ndakabva ndatarisa fone yangu and realized I had her number. "Tweleb" calling
#realghettodiary Image

• • •

Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh
 

Keep Current with Ghetto Diary 🔥

Ghetto Diary 🔥 Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

PDF

Twitter may remove this content at anytime! Save it as PDF for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video
  1. Follow @ThreadReaderApp to mention us!

  2. From a Twitter thread mention us with a keyword "unroll"
@threadreaderapp unroll

Practice here first or read more on our help page!

More from @millythebae

Feb 1, 2022
Valentines, Mitchell and Chitungwiza is a combination isingafanire kupinda mu1 sentence. Combo iyi yakasimba kudarika Russian vodka is dilution. I will tell you a story of my personal experiences.
#goodghettovibe
A thread about my life in ghetto
1. 2 years ago paVale ndakaisirwa mssge naMitchie achiti mdara wake is in Kwekwe so I can come and spend night paden pake. Akazosara kukata fone ndanga ndatova pabus stop ndakutoita pressure pakombi kubaya paden pake. Isu tiri ana mugaradzakasungwa
2. 5 bells ndichidonha paden pake. Handina kumboita zvekunoka pagedhi coz manext door ane maziso anodarika camera ye iPhone combined with S21 Ultra. Ndakatambirwa nezihug, ziElectro convulsive therapy hug. Rekuti unobva ipapo usingagone kufamba, men will know
Read 11 tweets
Jan 23, 2022
A thread about how my mother discovered that I was now drinking beer

1. Pafeya momz yangu raised me well. Yanga iri mukadzi weruwadzano munhu wekelaz so misikanzwa yese ndaingoti muroyi royera kure but rina manyanga hariputirwe, rinoda kungoiswa mubox...Why?
#goodghettovibe
2. Ndakasvika paden ndakabata 2 macots eCastle ne empty rechi 3. Time was around 1145pm. Ndandisati ndambononoka paden kudai coz momz had a policy yekuti mwana anopakurirwa ndearipo, asipo ihombarume. So whatever I did I made sure ndasvika paden before 730pm. But on this day...
3. ..mweya wetsvna wakafamba ndikazvisimbisa kusvika paden 1130pm ndakarohwa nemupeta. Ndakavhura gate ndichidaidzira kuti "auya mwana waJessica naWilson, chipazhamongo vapindira, ndauya ini mudyi wenhaka" Hah kana mudzimu wakurasha unenge watoita deny paternity zveshuwa.
Read 14 tweets
Aug 8, 2021
DATING HRE GIRLS: BODY COUNT EDITION Part 2
#goodghettovibe
A Thread

2.1 Someone once said kuti pane munhu achazongodaidzira ari pakati petonaz CBD kuti "hah vakadzi so" obva angodonhera pasi nekutoti zii ipapo ipapo. Anyway we move..So nebabe rangu we continued bho zvekuti....
2.2Babe was always full of surprises nomatter the day. Rimwe day babe had a workshop kuVic Falls so rakati I'm booking a flight ndoda uuye the following wknd. (Hey that flight I will have a thread on its own bcoz it was my first ever)
2.3 So ndini uyo ndasvika kuHotel kwaigara babe zvikanzi I have a surprise for you daddy, ko ndanga ndatosvika malevels ekunzi daddy, zvana bae izvo ndezvekushaya. So akabva anditora ndiye neni downstairs ndakavharwa maziso, chaive chirungu chete apa ndakadya easy sehwai
Read 13 tweets
Aug 5, 2021
DATING HRE GIRLS : BODY COUNT EDITION Part 1
#goodghettovibe

1.1 A saying in Hre is that It's much easier for a Zupco bus to pass thru an eye of a needle than a Hre girl with an iPhone to text you first. I'm a living testimony. No matter the drip...unless of course you're Mudi Image
1.2 So this girl taiviber bho, we hd a relationship like chibhodhoro nedilution,or so I thought. Yekushaya jagwa yangu iyi kanga kasina kana dhiri nazvo, or so I thought. Taigona kubva kuna 7th kunobata Mkt Square netsokorolla dzedu no pressure Image
1.3 Iko kuna 7th ndakazomboridzwa rata neboys tiri payapaya,mapaziyaka ehee ipapo. Tikafamba kubva ikoko kunobata RBZ nzeve dzakavhara dzichirira landline but still babe rakamira neni. Kana rakandiseka maybe rakandiseka nemafriends aro varivega, I wouldn't know hangu Image
Read 17 tweets
Jul 29, 2021
Why Women Shouldn't Wear Skinny Jeans Part 1
New Thread
#ghettothursday

There is that feeling of uneasiness inoitika kana wakagara pachemba uchiita hako number 2 paya panosplasher tumvura tworova a comeback. Ndiyo exact permanent feeling yaunonzwa kana usingaende kugraft. Image
Ghetto rakazondiremera heavy zvekusvika pakuti kumahwindi varungu. Ndanga ndapafinal stage yedesperation iya inonzi RR or chamuka inyama. Mhepo dzemadzinza dzinenge dzakajamuka rough I remember kunaLyton uko ndakanzi hapana basa ndikati chero kugeza hangu fence ndinoda Image
Chero paden kukutuma vanenge vakutonzwa tsitsi coz chese chinoda kuitwa unenge uchingoita pasina akutuma and usina pressure. Vanogona kuzosara kumuka watsvaira yard, kudiridza maruva,watoisa porridge pamoto imbwa yagezwa wakutodzumburudza, mashizha emuMango wapukuta achipenyerera Image
Read 15 tweets
Jul 23, 2021
Part 2 Harare Girls

Ndakaita about a minute ndichikanganwa my own cell number, ndichingoiisa ndakadairwa nekamukadzi kaya keEconet kachiti number not reachable. I tried 14 times ndopandakaona kuti kamukadzi kaya ndichandagwinyira. Ndakabva ndangoridza zitsamwa rekwaMai Azuka Image
Semunhu anga akarova smart I tried not to panic. Asi umm...Ukaona muhupenyu usati wagara pasi mutara wosimuka wogara wosimuka wofamba wobata muchiuno negotsi zvese ka1 take your time to pray. Ndakazviita in less than a minute until guard wepaSpar ati endai neconfusion yenyu kure Image
Ndichiri pakati pekunzwa masigns and symptoms eCovid, ndakagaya plan : I will fone my kule Puro who had solutions to every prblm, after all, he footed medical funeral bills of anyone in the family, he solved all family issues including vanorohwa nevarume,kutizira,he was just good Image
Read 17 tweets

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3/month or $30/year) and get exclusive features!

Become Premium

Don't want to be a Premium member but still want to support us?

Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal

Or Donate anonymously using crypto!

Ethereum

0xfe58350B80634f60Fa6Dc149a72b4DFbc17D341E copy

Bitcoin

3ATGMxNzCUFzxpMCHL5sWSt4DVtS8UqXpi copy

Thank you for your support!

Follow Us!

:(