Mwana wemusoja

2015 ndandripajoza so ndakabva ndafunga kudzokera paZim kumbono supplementer masubjects angu...So the day randakakwira bus bvandabatiswawo parcel nemumwe wandoti sekuru bcaz i friend yasekuru vangu zvichinzi onopa munhu paroadport bvandapihwa fon number.
Saka munhu uye anga apihwawo my number so the person texted me zvikanzi makadii? Ndikati ndripo makadiiwo ndiani.. Zvikanzi ndonzi Cynthia ndapihwa number dzenyu naKule vangu vakupaiwo parcel yangu.
Ndikati ohh yeah ndimi muchauya kuzoigamchira here? Zvikanzi Ehe mungasvike paroad port nguvai.. Ndikati around 10 am apa dzaive kuma 1 pm bhasi richangobva kusimuka mujoburg park station.
Zvikanzi ok wll wait for u paroadport
Haaa ko inin ndaakufara kaa kuti ibabe munhu uyu... Caz i ddnt except kuti achange arimunhukadzi. Image
Fast forward tapfuura pa boarder kwese tafamba bhoo taaku Beatrice bvandamuudza kuti after an hour tenge tichipinda paroad port ndichirifaririra akati ok ndaakutono geza Image
After an hour paye bus rapinda muroad port ndaatora bag angu ndikat rega ndichibate kababe kaye ndinzwe kuti kava papi. Image
I texted her ndikat shaa ndasvika urip huya palawn kuside kune bhazi rekwaFirst Class ndakapfeka Reg shirt ne black Jean Image
Ndione whatsapp yake haichapinde yaakuticker 1 tick..Apa manje mufon mangu andina airtime...
Ndakabva ndabuda gate kunotsvaga airtime kuti ndimufonere since whatsapp yake haichapinde. Image
Ndafona paye ndinzwe number dzake dzirikuringer... Ndobva adaira kaa nekasweet voice "hello ndiani" ahh ndikat mwana ane voice uyu.... Ndikati Shaa ndini Tino ko ndasvika kaa huya utore parcel yako dakuenda kuden ndaneta. Image
Zvikanzii shaa ndokumbirawo undimirire ndikunonoka kusvika combi yedu yambosungwa ne police.... Haa ndakangoti its ok ukasike haa... Haa apa ndaakuto calculator kuti mwana uyu andimisa kaa uyu haa uyu ndofanirwa kutomunyenga chete.
Mwana aibva ku DZ bvandacalculator kuti haa pa Dz apa 20 mins munhu anenge asvika bvandatomboenda kumbonodya Sadza paseri peroadport paye.
25 minutes later ndapedza kudya kababe kaye bvakafona zvikanzi ndasvika ndakamira pa entrance panopinda nemabhazi
Ndikati ndikusvika ipapo mamanje haa ndrikufara dakuwona zvakaita mwana since voice rake arima1 Image
Haaa bvandadongorera nechekure kuti ndione first kuti mwana akaita sei... Haaa boys ndakashamisikaa haaa mwana anga ari pombi asekuru mwana anga anegaro iyeye Image
Haaa ndakatanga kufara boyz ndichisvika panga pakamira mwana paye. Image
Ndikanyatsosvika padhuze ndikati ko ndyo zvikanzi bhoo ndikat ndini ndauya neparcel yako zvikanzi hii sorry shaa nekukumisa.. Ndikati haa i see why wanonoka wauchambogeza kaa body yako iyi yakadai kunaka soo Image
Haaa mwana bvaatanga kuseka.... Nechemumoyo haaa ndaifara kuti haa mwana ipombi uyu aseka joke rangu ndogona kupinda. Image
Bvandamupa masinhi ake but manje parcel yake yairema manje.. Apa mwana haagone kurisimudza inim ndandingori neka satchel nekalaptob bag kangu
Bvandati chiunza ndikutakurire bag rako toenda kulifts anonondisisa kunokwirirwa macombi anoenda Dz... Bvaandibvunza kuti wewe ukuenda kupi ndikati nikuenda kuNorton.... Zvakanzi ahh handei tese Dz ne norton macombi acho aripadhuze nepadhuze.
Haa boyz ndaingofamba ndichitarisa garo remwana ranga rakakura haa ndichambogona here Image
Trikufamba paye tichienda kumacombi nyaya dzirikutsva mwana arikuseka nemajokes angu. Bvatasvika pamacombi paye ndaburutsa bag ndaisa pasi anditambidza angu mabag
Bvaanditarisa mwana uye zvikanzi kana usiri kumhanya hande ndiperekedze kwandinoburukira kure nekumba andina munhu anondibatsira kuzotakura ndokumbirawo. Image
Ndikabva ndamubvunza ko hauna kana hanzvadzi here kana mdhara anouya ozokutakurira here zvikanzi havako ndrindega kuden.... Haaa boyz bvandangoti nechemumoyo bhoo here ndichifara...
To be continued Image
Haaa bvandati haa ok handei but manje macombi haazonetsi here ekuti ndiende kuden kwangu zvikanzi maya anowanikwa pana bulawayo road
Taburuka combi paye kuDz taakuenda kuDen kwavo mwana haaa apa ndaakunzwa imwe nzara zibag ririkurema
Tasvika paden paye ndanzi pinda muden.. Bvandatopinda paye ndagara pasofa paye ndrikuwona magaro haa boyz Image
Pfungwa dzangu dzaakutofunga sombonyo kare.... Zvikanzi hauna nzara here ndingobike fast fast.. Bvandat haa nzara ndinayo bika ndaakutofa Image
Ndakagara hangu ndrikuwona tv mwana arikubika.. Inin ndatonakirwa nemwana ndrikufunga kuti ndoita sei ndomunyenga here kana kuti ndobaya paden ndozomuudza pawhatsapp. Image
Chikafu chaibva chapakurwa taakudya nemwana apa nyaya dzaakutsva tichiseka... Bvatapedza kudya zvikanzi ungabva wabuda here uchingopedza kudya imboseredzera tomboona movie
Haaa ndaakuona movie nemwana pafon paye... Akaplaye chimovie chimwe chaitobhohwa apa ndaguta bvandatanga kubatwa nehope mubhazi andina kunyatsorara zvakanaka Image
Andina kuzivawo kuti naiye mwana akabva ararawo... Haaa ndakazopepuka kuma6 kwasiba ndrikumutsa mwana akuvhundukawo kuti chiiin
Ndikati shaa kwasiba hona.. Apa ndrikufanirwa kuenda kuNorton ndodii manje Image
Zvikanzi nemwana hazvichaite kuti uende nhasi bcaz kufamba kuenda kuna Bulawayo road kunopondwa vanhu unenge waakurara wozomukira mangwana
Haa ndione pane time bvandatanga kuverenga kuti kuzoona kochena ndripanapa mumba mevanhu mwana uyu ndatanga kumuona nhasi.... Bvandangoti haa chikuru kufema mwana ipombi uyu ndorara kwacho ndozoenda mangwana bvatatotanga kuwona hedu rimwe movie ndrikufara kuti ndrikurara Image
Mwana bvaatotanga kubika zvemanheru ndaakumubatsira paye ndichitomuudza kuti haa shaa inin haundikunge kuJoza ndaitoshanda murestuarant tichibika maburger aya zvidiki diki
Dzaakuma9 zvikanzi ucharara muspare mebrother yangu inin i wll sleep muroom mangu Image
Haa boyz andina kufara nazvo ndakangosimuka bvandanorara same time Image
Dzingauye hope ndichingogaya garo remwana kuti ndoenda kuroom kwaari Image
Apa mwana naiye anakirwawo neni ko ndanga ndakarova kasmart plus andina kumbotsamwira kunonoka kwaanga aita plus i carried her bag kusvika kuden kwavo
Haaa Boys mwana akauya muroom mandanga ndiri asina kupfeka boyz Image
Haa mwana bvaauya padhuze pangu mwana bvaatotanga kutodyiwa muromo haaa magaro aye ndachimabata zvino Image
Haaa romance yarohwa mwana akutobviswa brugwa nechemumoyo ndaakufara kuti haa ndomudhanda nhasi Image
Zvikanzi wooohh nemwana unemacondom here hatiz kuzoita takadaro Image
Nxaa boyz apa blambi yamira... Zvikanzi nemwa ok vhura utarise mu wardrobe utarise unogona kumawana Image
Boyz ndichivhura wardrobe ndakawon uniform yaGunners.... Team uniform yemasoja ma1 hana yangu yakarova blambi ikabva yarara same time Image
Haa husiku hwese yakaramba kumuka..ndakatozorara kumuka mangwana ndichibaya paden...
To be continued... Image

• • •

Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh
 

Keep Current with 🆁4🅼🅾🆂

🆁4🅼🅾🆂 Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

PDF

Twitter may remove this content at anytime! Save it as PDF for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video
  1. Follow @ThreadReaderApp to mention us!

  2. From a Twitter thread mention us with a keyword "unroll"
@threadreaderapp unroll

Practice here first or read more on our help page!

More from @im__ramos

15 Jan
Thread
Hook up nengochane Part1

Ndini uyo ndavhura status yaGerry mamuziva wekuthread remalayer uye takura kaa.. haa akaisa kababe pastatus kapombi asekuru Haa ndavhura ndacommenter ndikat koo ako ndekapi ako kapombi zvikanzi haa ndekamwe so kamwana kandotamba nako
Nekuda zvinhu kaa kwedu ndikati ko ndipoo kaa number dzemwana.. Haa Gerry mafunnies anomawanza i dnt know why i trusted him.... Image
Zvikanzi mira ndinotaura naye ndomuudza first andidi zvekuzonzi wakapa vanhu number dzangu. Image
Read 16 tweets
14 Jan
Thread
Church invite

A friend of mine Bule akandi inviter kuchurch kwavo since ndanga ndambomu invitawo kuchurch kwedu the previous week. Image
Saka church yavo yaitanga na11 ndaifanirwa kusvika kuden kwake kuma half 10 tobaya Chapel panga paripadhuze hapo. So akandifonera b4 ndanogeza zvikanzi wangu church inononoka kupera huya wadya or takura mari yekuzotenga chikafu
Ndapedza kuprepare kaa but manje time padziri i can't cook hazvizoibve bcaz uku kunoswerwa kaa panotoda sadza apa Image
Read 33 tweets
11 Jan
Mwana Wemusoja Part 2

Ndamuka makuseni paye ndanokwira kombi ndabaya paden. Saka nemwana tanga tawirirana kuti achauya kuzondiona kumaraini kwangu weekend. Image
Inin areas ndasvikowona team rangu then i told them about what had happened with the chick. Zikanzi haa Jahman mwana anofanirwa kutouya kuno kumarain morova masinhi.
Haa ndigaye kuti inin paden pangu hapaite kuvharira munhu.. Ninez inogara iripo. Image
Read 25 tweets

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3/month or $30/year) and get exclusive features!

Become Premium

Too expensive? Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal

Or Donate anonymously using crypto!

Ethereum

0xfe58350B80634f60Fa6Dc149a72b4DFbc17D341E copy

Bitcoin

3ATGMxNzCUFzxpMCHL5sWSt4DVtS8UqXpi copy

Thank you for your support!

Follow Us on Twitter!

:(