Inin areas ndasvikowona team rangu then i told them about what had happened with the chick. Zikanzi haa Jahman mwana anofanirwa kutouya kuno kumarain morova masinhi.
Ndakazvionawo kut haa ipapo ndabhaiza bigtym... Though sei boyz kashoma kuzofunga zvakadaro bcaz unenge waakungofunga masinhi chete
Apa manje ndanwa kadzini kaye kanomisa blambi haa boyzz😅😅...
Ndaakutoona kuti zvadhakwa izvi mwana anditsamwira ndanwa kasinhi kaye blambi yakamira... Ndikat at least gandinotrye kuvhara ma1 nekungoenda nebabe ku salon rorukwa nekuiswa manails...
Bvataenda nemwana kusalon bvaaitwa nice.. Anga akufaririrawo better.. After zvandanga ndaita ndoo only thing chandanga ndaakungoda kuti mwana afare chete... Zvimwe zvese zvekuvharira mwana ndandisisina problem
Apedza kurukwa mwana ndakangomukwidza kombi bvaadzokera kuden kwavo haa for that day ndanga ndava bhooo... But haaa little did i know kuti team riye randasiya kuden kwefriend yangu rakatondimirira bcaz rawona kaa ndichinwa kadzini kaye
Haa vakomana vakandiseka bigtym nemwana ndooranga riri last day kuonana atina kuzoonana futy infact after 3 days takazongoramban. Apa masinhi andina kurova
A friend of mine Bule akandi inviter kuchurch kwavo since ndanga ndambomu invitawo kuchurch kwedu the previous week.
Saka church yavo yaitanga na11 ndaifanirwa kusvika kuden kwake kuma half 10 tobaya Chapel panga paripadhuze hapo. So akandifonera b4 ndanogeza zvikanzi wangu church inononoka kupera huya wadya or takura mari yekuzotenga chikafu
Ndapedza kuprepare kaa but manje time padziri i can't cook hazvizoibve bcaz uku kunoswerwa kaa panotoda sadza apa
2015 ndandripajoza so ndakabva ndafunga kudzokera paZim kumbono supplementer masubjects angu...So the day randakakwira bus bvandabatiswawo parcel nemumwe wandoti sekuru bcaz i friend yasekuru vangu zvichinzi onopa munhu paroadport bvandapihwa fon number.
Saka munhu uye anga apihwawo my number so the person texted me zvikanzi makadii? Ndikati ndripo makadiiwo ndiani.. Zvikanzi ndonzi Cynthia ndapihwa number dzenyu naKule vangu vakupaiwo parcel yangu.
Ndikati ohh yeah ndimi muchauya kuzoigamchira here? Zvikanzi Ehe mungasvike paroad port nguvai.. Ndikati around 10 am apa dzaive kuma 1 pm bhasi richangobva kusimuka mujoburg park station.