Thread
Hook up nengochane Part1

Ndini uyo ndavhura status yaGerry mamuziva wekuthread remalayer uye takura kaa.. haa akaisa kababe pastatus kapombi asekuru Haa ndavhura ndacommenter ndikat koo ako ndekapi ako kapombi zvikanzi haa ndekamwe so kamwana kandotamba nako
Nekuda zvinhu kaa kwedu ndikati ko ndipoo kaa number dzemwana.. Haa Gerry mafunnies anomawanza i dnt know why i trusted him....
Zvikanzi mira ndinotaura naye ndomuudza first andidi zvekuzonzi wakapa vanhu number dzangu.
Im happy kuti haa at least I won't have to explain myself where i got her number Gedza is doing the logistics.
Time time mkomana akati wangu munhu ndataura naye bhoo saka number idzo akatomirira a message from you unongomuudza kuti its me ndakupa number. Haa ndaakufara ndakumusimbisa haa King makaipa imim munopedza Njito baba..
Haa ndakuzvi bigger ndichitorova mfana wangu msoro kuti mfana unoziva rudo here iwe
Apa manje andis kuziva kuti Gerry andi pranker... We always prank each other but ths time akandiremera... So Gerry hameno kuti number dzengochane akadziwana kupi..ndoodzaakandisendera inin manje achiti kababe kaye haa kutosenda nemapics nepapics baba haa apa ndrikufara kuti auto
Apa Gerry anga anyebera ngochane iye kuti inin im gay. Amutumira kaa mapics angu ko ndakatsvinda tsvinda ndinemanyama nyama ko ndombopota ndichisimudza simbi.Saka already ngochane iyi yanakirwa neni.. Ininiwo ndasenderwa mapic kaa ebabe, babe inyama already patova nelove ka apa
Haa i can't wait to talk nemwana ndoopaya panozonzi nevarungu curiosity killed a cat... If i was a cat that day kaa i could have died
Haaa ndasendera mwana message Hie!..i dnt know if i shld say he/she as im narrating this story.. But the person responded "Hello" .. Ndikati im superman how are u beautiful?.. We spoke she was responding well and we were vybing baba..
Ndrikungosmiler paye vanhu muden vakundibvunza kuti koo wangu chii urikungosekerera wega ipapo... Ndikatoti haa mese imi hamuna zera nelove you won't understand same time bvandanyenga mwana achibva abvuma
The way we were vybing kaa we just clicked zvekuty haa ndandakutoplanner kunoona mwana weekend.. I ddnt want to waste much time baba... Paharare apa mwana anobaya we mean business.
Fast forward ndataura nemwana kuti ndouya ndokuona weeked im saying mwana bcaz im not yet aware kuti i gay inin ndanzi ibabe... Abvuma kuti ndonomuona weekend ndoita sleep over ndozomuka ndichibaya paden pangu the following day
Friday manheru haa ndaakutofara kaa kut haa by tmrw ths time ndinenge ndichichimhanya... Nemwana we flirting apa manje zvatova zvekutochallengana kukwizana zviwet. Ndatobooker match baba. To be continued.... 100rt for part 2
Gents im restricted ndine ka 3 days suspension so all my drafts were cleared now i have to retype again all my threads. 🤦‍♂️🤦‍♂️
Ndini uyo mangwana monaz Saturday.. I called Gerry telling him kuti kaa mwana ndrkunomuona tmrw.... Zvikanzi naGerry haa Jahman muri quick pazvinhu zvenyu mune changamu changamu.. Ndikabva ndati haa wangu igara wadya magetsi anoenda
After call YaGerry i called chimoko bvaadaira baba voice rake wasn't bad zvekuty ndingabva ndatozviona kuti mface.. Plus semunhu anenyere blambi kazhinji ndooinenge ichifunga... I said to her since ndrikuita sleep over so lemme come kuma time time ndomborova madeals angu
Dzaakuma 4 ndapindira garwe baba ndichitorova twumasong twangu muridzo uchitsva ndapedza kugeza baba haaa ndapfeka high cut yangu cargo pant rangu ne sweater... Cologne wangu ye Givenchy yandanga ndasirwa naKule... Haa ndandakachena baba
Kuma 6 ndakwira combi yangu bvandatofonera chimoko kuti shaa in the next 45 minutes ndenge ndichisvika... Aigara pawarren park apo dzimba dziri just b4 heroes kuroad.. Zvikanzi i wll wait for u pa bustop. Forgot to mention her name ainzi Kuda
Haa ndaisekera zvekuti moms vanga varipaside pangu vakasvika pakubvunza kuti mwanangu kwaurikuenda kutsvene here mafariro aurikuita kuchena nekaperfume kawaisa aka... Ndikati moms u won't understand ndine kaa appointment hangu... Vakangoseka zvavo
Ndaudza mwana kuti ndaapawhite house next 25 minutes ndenge chichisvika... Zvikanzi huyai Daddy im waiting for u muchingosvika no talking romance chete... Haa ndikangoti nechemumoyo pandichamubata
Apa ndandatakura kadzini bvandakanwa kaye kekumisa blambi kaa ndichiti se first time mwana ndofanirwa kupedxera im representing people from norton kaa.tinongowanzirwa kuti tirimafish bonga.. Kanonwiwa 20 minutes b4 sex ndandaudzwa kaa kuti no talking uchisvika
Ndichisvikawo pabustop kwasviba kaa zvekuti chero mafaces we can't see each other.. Achibva asvikawo haa ndapihwa zihug andijambira... Ndinzwe umm haa bicep iri neshoulder plus chest ndikat ahh asi unoenda kugym...tichitoseka paye
Bvandamubata ruoko taakuenda voice rake was not bad i type yemagay aye anoita kunge mababe .. Tabatana mawoko we walking kuenda kumba kwavo it was very close... Haa ndakarodza kaa ndanwa kadzini kaye tasvika akuvhura gate repaden tapinda muyard
Mistake yaakaita akabva asvedera padhuze akuda kundikisser haa ndabata kaa paye kuti ndikisse ndinzwe noo mhani chirebvu ichi ndechemunhurume hakuna babe rakadai
Wangu bvandati gandibatidze torch ndinyatsoone something wrong... Haa boyz kutarisa kudai kuwon murume 2 steps ndichidzokera kumashure ndikati kondiwe ani koiwe..
Zvikanzi ndikanzi ndini Kuda babe achiswedera padhuze.. Ndikat tsek mhan iwe haa ndoo chiichochoo.. Iye akushanisikawo manje kuti ko chii chikuitika ndatadzei... Wangu i lost it ndakamupa imwe stop kick achdonera uko.... Ndichikamba gedhi kubuda iye achideedzera kuti mbavha
Haaa ndigaye kuti izvezvi hwahusiku ndootime dzembavha idzi ndikabatwa pano ndrikuuraiwa lucky enough vanhu vakanonoka kubuda plus woo kumhanya chipo baba ndakachekerera nekunogadzirwa matombstone kuye
Mamhanyiro andaiita ndainzwa kuti apa ndakaguma.. Ndaiti munhu wandaisanga naye aita kunge akuda kundibvunza kuti chiiko ukumhanyirei kudai asi waba... Vaiita kuwona speed ichiwedzera
Ndakazonomira ndasvika kuround about ye warren park D ndopandakatakurwa nemota yevamwe vakomana vaienda ku Chegutu apa hembe dzabvaruka bvaruka ndaakuvaudza kuti ndadzingirswa nematsotsi
Ndakangosvika kumba nekurara nenzara ndakazomboinzwa here... Apa ngochane iye yaakufonera Gerry kuti ko mface wako akuita sei.... Gerry akundifonera achiseka akati akuuya paden... Ndikamuudza kuti wangu ikangouya paden ndrikukuisa demo
To be honest Gerry this time he took it far kutamba naye ndakabva ndatosiya... Imagine kana ndimiwo its now the second time kunwa kasinhi kanomisa blambi wotadza kurova masini apa...

• • •

Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh
 

Keep Current with 🆁4🅼🅾🆂

🆁4🅼🅾🆂 Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

PDF

Twitter may remove this content at anytime! Save it as PDF for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video
  1. Follow @ThreadReaderApp to mention us!

  2. From a Twitter thread mention us with a keyword "unroll"
@threadreaderapp unroll

Practice here first or read more on our help page!

More from @im__ramos

14 Jan
Thread
Church invite

A friend of mine Bule akandi inviter kuchurch kwavo since ndanga ndambomu invitawo kuchurch kwedu the previous week.
Saka church yavo yaitanga na11 ndaifanirwa kusvika kuden kwake kuma half 10 tobaya Chapel panga paripadhuze hapo. So akandifonera b4 ndanogeza zvikanzi wangu church inononoka kupera huya wadya or takura mari yekuzotenga chikafu
Ndapedza kuprepare kaa but manje time padziri i can't cook hazvizoibve bcaz uku kunoswerwa kaa panotoda sadza apa
Read 34 tweets
11 Jan
Mwana Wemusoja Part 2

Ndamuka makuseni paye ndanokwira kombi ndabaya paden. Saka nemwana tanga tawirirana kuti achauya kuzondiona kumaraini kwangu weekend. Image
Inin areas ndasvikowona team rangu then i told them about what had happened with the chick. Zikanzi haa Jahman mwana anofanirwa kutouya kuno kumarain morova masinhi.
Haa ndigaye kuti inin paden pangu hapaite kuvharira munhu.. Ninez inogara iripo. Image
Read 25 tweets
8 Jan
Mwana wemusoja

2015 ndandripajoza so ndakabva ndafunga kudzokera paZim kumbono supplementer masubjects angu...So the day randakakwira bus bvandabatiswawo parcel nemumwe wandoti sekuru bcaz i friend yasekuru vangu zvichinzi onopa munhu paroadport bvandapihwa fon number.
Saka munhu uye anga apihwawo my number so the person texted me zvikanzi makadii? Ndikati ndripo makadiiwo ndiani.. Zvikanzi ndonzi Cynthia ndapihwa number dzenyu naKule vangu vakupaiwo parcel yangu.
Ndikati ohh yeah ndimi muchauya kuzoigamchira here? Zvikanzi Ehe mungasvike paroad port nguvai.. Ndikati around 10 am apa dzaive kuma 1 pm bhasi richangobva kusimuka mujoburg park station.
Read 50 tweets

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3/month or $30/year) and get exclusive features!

Become Premium

Too expensive? Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal

Or Donate anonymously using crypto!

Ethereum

0xfe58350B80634f60Fa6Dc149a72b4DFbc17D341E copy

Bitcoin

3ATGMxNzCUFzxpMCHL5sWSt4DVtS8UqXpi copy

Thank you for your support!

Follow Us on Twitter!

:(