My Authors
Read all threads
THREAD
THREAD
THREAD

CHIKOMBA MUGHETTO
Nyika iyi yaoma vanhu woye, zvinhu zvakudhura from groceries to transport, fuel. Ingori suffer life from all angles.

Ndini uyo hangu ndabva tonaz kusvika paden zesa dololo, mom's ichitodeedzera kuti gas ndere vana makuseni for emergencies so ita plan unotenga marasha izvezvi.
Semukomana ndikati no pressur plus I had no choice , I went out paye and went to take Ras aive ku snooker kuti timboita chiround muhood tichitsvaga kwakachipa marasha.
As we were walking we were just discussing about kuoma kwenyika yatiri iri.

Me :"Mdara mukurarama Seiko munyika iyi"
Ras:"zvauri kutoona ndizvo zviripo, pakaipa wangu, watadza kuenda wega here, I was about to get money apa"

As soon as he said this I saw his face change.
bro vanga vakunzwisa tsisi havo.

"Mdara kowagwan talk to me" ndino uyo tryner be there for the lil bro.

"Usaite kunge hatigare tese mhani, tikusuffer tese" Ras vakapinda muchik.

Me:" mdara handiswere nemi kaini ko chii "
Finally chikomana decided to open up and tell me his story.

It turns out Ras vakapinda tonaz vaine ka 20 bond ,
He the bumped into crush vake ndokuda kuonenerwa kunge ane Mari and he bought her lunch and gave her Transport money.
Now Ras vakasara vaine $1 muhomwe imwe yese yaenda kubby😂.
Dzaitemba kunomirira bus paqueue but that day mabus aisabatika cz diesel kwanga kusina,so cde spent a good 5hrs pa queue .
He gave up and went kunokwira kalorry pa total yemuna samora😂.
Me:"mfana unozviwanza,ukuda kubhilivhisa bby mu economy ino,wani wakaita accounts,zvanga zvisiri pa budget kaizvi"

Ras:"wangu usade kuita kunge usingaziye inotambika,"

So as I ws laughing @ Ras takangonzwa "Batai Batai Batai"
Takavhunduka kushaya kuti ndeyipikoiyi ikutambika
Wanike tikuona vamwe cde vachijamba judza paside pedu vachidonha apa vaive naked, takatarisa paye tikagaya kuti munhu akufa achigwinha gwinha .

Izvo Maya comrade Ava yaitova tsaa tsaa tsaa🍆💦 kutunda paye ndokusimuka ingori tsaa tsaa 💦😂 vachida kutiza.
Zvakandi katyamadza ndikati what, hakuna Murume anotunda achitiza but comrade Ava ndizvo zvavakaita

Takatarisa zvekare ku judza riye tikaona umwe Murume achisvetukawo akabata tsvimbo , tikabva taziya kuti munhu abatikidzwa mid session🍆🍑😂
Unfortunately CHIKOMBA hakuna kwachakasvika,kumberi kwakangoita vamwe mdara vadhafu dhafu wakamutunga by force CHIKOMBA ndicho dhii pasi

"Mdara vanenge vakakodorerwawo mkadzi Ava" ndini hangu nechemumoyo
Abatwa manje and unongoziya ghetto hatinonoke kuzadza road.
Tamira paye kuda kuona kuti zvosvikepi izvi.

"Ndiwe Ani iwewe , kuita basa rekukoira mkadzi wangu wandakabhadharira roora" Murume wekukodorerwa mkadzi achipopota

CHIKOMBA:" wakuru I'm sorry,mkadzi wenyu ndiye hure"
Paakataura izvi vanhu vese ndokuti ahhhhh 😂🙆🏽‍♂.

Takanzwa voice ritete tete richideedzera
"Musiyei Kani baba tawa,hapana zvaatadza".

Munhu wese kwakucheuka wanika mukadzi wacho arikuuya aine kazambia achitotadza kufamba.

Ndipo patakaziya kuti CHIKOMBA chakapedza basa
Murume ndiye kuita hasha kwakukanda tsvimbo kwakurova CHIKOMBA mumusoro ndiye dhii kudonha bvaatizii

Apa takava convinced kuti munhu azourayiwa manje

Out of nowhere kwakabudikira imwe mom's ichiti"CRP CRP ndoigona!"

"CRP? Hazvinzi CPR here?"Ndini hangu kuzvibvunza nechemumoyo
It was no time to argue nezve chirungu people, takamupa nzira yekupinda wanike akubata bata CHIKOMBA chiye achinyepera kuita focus achifunga hatis kuona rimwe ruoko rwake stroking dick mbichana .

It's evident kuti Nyere dzanga dzakabata mom's Ava dzaive serious.
Amai Nyere ndokuenderera takatarisa , vakafuridza muromo zve 1 second zvikanzi hazvis kuita , ndivo avo kuendesa muromo kudick Hanzi rega ndifuridze kuno, vakuda zvekutopa blowjob kumunhu .
"Hooo makasa amai hamusi makutinyanyira here?Inga baba forget variko kumba uku, hamus kunyara nazvo?" Neighbor yaMai Nyere vachitsiura umwe wavo

Fortunately for the CHIKOMBA police yakasvikira ,akadirwa mvura ndokupatika ndokuendeswa kupolice vese ne Murume wemukadzi.
The crowd dispersed tikaenda continuing our search for marasha

Ras :"mdara saka mudzimba mune wakadzi waripanzara,toita sei"
Me :"wakuda kunamira hanti"
Ras:"Maya wangu 😂 hatinamire zvekumhanya

We bought marasha nd got home Ras weighing options of becoming ka Ben 10

THE END !
@rebeccatino huya😂
Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh.

Enjoying this thread?

Keep Current with SLim Ghetto Youth

Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

Twitter may remove this content at anytime, convert it as a PDF, save and print for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video

1) Follow Thread Reader App on Twitter so you can easily mention us!

2) Go to a Twitter thread (series of Tweets by the same owner) and mention us with a keyword "unroll" @threadreaderapp unroll

You can practice here first or read more on our help page!

Follow Us on Twitter!

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3.00/month or $30.00/year) and get exclusive features!

Become Premium

Too expensive? Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal Become our Patreon

Thank you for your support!