My Authors
Read all threads
THE RACE

THREAD
THREAD
THREAD
Ndini hangu, Ras(my bro), nemafia pahood taka chilla, kaive ka weekend tichimboita ka recap neboys rezvenge zvaitika ku masango atinenge tiri

Unongoziya semafia hapazoshaye ka moment kevanhu vanenge vachida kusaizana. Pakangoita one akataura kuti anosiya vanhu vese.
Team rese rakatanga kuzvisimbisa richitozviona saana Usain Bolt. Kuti nharo dzipere we decided to run paye.

Taive tiri 5 takamira muroad kuti timhanye.

Ras: "boys kumhanya handigone ini"

Me: "haugone? You forgetting kumhanya kwa wakaita zuva rekumarara! ukukwata ka😂"
Ras:"handiskukwata ini,Rega ndingorova on your marks mumhanye"

Ghetto rakabva razara paye vanhu vachida kuona tichimhanya

"ah chaunga,hapana mabby here padhuze,or Ana moms vane vana pombi paden vozonditaura during supper ndahwina,ndigowana ma marks"

ndini hangu nechemumoyo
ON YOUR MARKS
SET
GO!
Handisati ndamboona kumhanya kwakadaro, boys iri raiita kunge zvainzi ukasara unotosiya sadza.

Anga asiri ma jokes, boys raifuridza mhepo haikona.

50 metres in the race That is when I realized kuti handisi ndega ndaifunga kuzoda kutaurwa during supper.
Ndakaita number 2, ndakaedza nepandogona. We started going back kwatatangira, that's when I saw chikomana Ras Ave kutoronga vamwe vanhu kuti vamhanye.

Ras :"Toda four four kuti zviite.... "
Me:" ko wangu how far."
Ras:"ghetto ramuka Mdara"
Ras(continues):" imi vafana Pindai"
Vapfana vechidiki vakapinda mu track

Ras:" on your marks, set.."
(vapfana ndokuzvomoka)

Ras:" Aiwa kani aiwa, relax Vapfana, Pore Pore, dzokerai tone"
(vana vakadzokera patouch line)

Ras:"on your marks, set, go!"

"mhanya taku,mhanya tindo"
Madzimai achikuza ma younger avo
Vapfana vapedza kumhanya, vavekudzoka takangoona from afar kuti pane zvikuitika.

Vasvika padhuze takaona ma younger achipopotedzana.

Takazongonzwa
taku:" ehe wandisiya but kumba kwedu todya nenyama imi hamuiziye"

Ahhh bho here, vapfana vanga vakupindana ma personal
Tindo:"futi futi mukaka utori healthy pane Nyama"

Comeback yewechidiki.
They continue

Taku:"futi futi tine satellite dish imi mune zbc"

Tindo :"haiwawo ramakapedzisira ku subscriber riini,moriona nei musina magetsi,isu tinojusa, plus ukuvhaira nenyama yamunobika ne tsotso"
vapfana vakabatana ma parts vachiudzana chokwadi chinorwadza.

Ana Mai vacho vanga vave kutoda kuitisana hasha.Pane one anga anyanya kubatwa ma parts.

Ras akaona kuti zvavekushata and he intervened.

"Ehh vapfana chiendai kumba"

Taku:" ehoi mkoma noodles"

Ras:"noodles?"
(Now the real reason Ras akapindira to stop this roast session is cz "Taku" -kamfana wekabby kaanoitisana nako and anga asuffer defeat from Tindo)

Taku:" ehe noodles, Ndakanzwa sisi vangu vachitaura nezvako kune shamwari yavo"

Panguva Iyi boys rakatanga kubvaruka nekuseka,
Poor Taku, he had no idea kuti zvaataura zvichange zvichitogarisa mkoma Ras Pasi.

Taku:" hanti zvoreva mofarira ma noodles, ndomadawo"

Ras stares kuden kwe bby and saw her by the gate, mskana ndokutizira mu gate mavo.

(Random Women's voice) :"Todawo kumhanya isu
Takacheuka and we saw 2 pregnant women vatoenda pa touch line vachida kutomhanya.

Me:"mmmm bho here, imagine if the water broke muripakati pekumhanya"

Ras : "Heheheh"

"Masekeiko Mdara"ndini uyo kubvunza mkoma noodles.

Ras:"water broke,kudambuka kwemvura, haaa shona ma1 boys
When they started running,everyone had their fingers crossed vachirova maprayers

Vakadzi vakamhanya matumbu akaita kunge achabva pavari,takavhunduka,we couldnt wait for the race to finish

After the race everyone dispersed cz we felt like we had dodged a bullet ne vakadzi ava
Around 9pm,as I was chilling na Ras mu living room,I could see kuti something was bothering him.

"Ras how far"

Ras:"bby randisaiza iri Mdara, shuwa kunditi noodles"

Me:"hehe mopedza basa chimbi chimbi Mdara, chimbi chimbi, Usain Bolt wepa bonde😂"

Ras:" Nxaa dako rako iwe
Ras:hande Paden pake

Me:"Nguva dzino here mdara?Kotikaenda mangwana

Ras:" haaa this can't wait mdara, "

Ndisu kubuda nhelaz kuenda Paden pebby, we knocked Mwanasikana ndokubuda

Ras:"nhai bby, kubva wati noodles!

Bby:" watii?!"

Ras:" ka mfana kako kadeedzera zvisirizvo "
Ras:"imhosva yangu here kuti unonaka zviri too bad?"

Bby:"zvako zvozonyanya"

Ras:"kunyanya?, ndiwe wakandirambidza kufunga cricket during sex Cz ndaizorova damba refu, waida kuti ndiise mind yangu pane zviri kuitika wani,now ndaisa mind yangu mu game waakuramba, unoda zvipi?
Ras convinced bby kuti vambotenderera line redu vachikurukura, ndakapedzisira ndatoita ziku 3rd wheel, zvaisaita kuti ndibaye Paden Cz taifanira kuzopinda tese otherwise one wedu aizopinda busy na muchembere.

I regretted kusiya phone Paden, ko ndaigayazve kuti MA 2mins
Tafamba paye ini ndirikumashure mbichana, ndaakutonzwa kakuseka.
Ndakabva ndakumbira phone ya Ras kuti ndimbonzwa music

Vasvika pacorner pane kamwe ka wall ndokumira, wanike vanhu vakutonhafana paye.

"Aizve, mfana anosaiza uyu, ndikutonhorwa kaini" ndini hangu nechemumoyo
Pakaita chinguva vanhu varipo PA corner, ini Ndanga ndatova busy kuverenga hangu MA stars mudenga, ko ndaigodii pakadai.

Ndiri mukuverenga MA stars paye, I didn't notice vanhu 2 waiwuya nekumashure kwedu, vanhu ava vakandipfuura ndokuenda kune team raisombonyana iri.
Ndakavhunduka ndanzwa
"Susan, ukudei pano"

Ndatarisa paye wanike moms wemwana neumwe murume.

Zvaive obvious kuti tanga tichapihwa mambama, but as I looked closely I noticed kuti murume uyu handi murume wamai Susan watinoziya, baba Susan vaive Rusape nebasa, kouyu ndiani zve"
Ndiri pakati pekugaya zvese izvi, chikomana Ras chaitotambidzwa mambama, Susan anga atiza Abaya Paden.

I took out phone then I pretended to take a pic. When this happened Mai Susan vakavhunduka.
"Urikuitei?" she says

Me:"Rusape kure but pic rosvika nema seconds amai.
Chikomba chakauya pedyo. I'm sure had seen so many clips PA sosho media dzezvikomba, saka aitoketa kuti zvinhu zvanga zvisina kumira mushe.

"Ukuda marii" he asked

Me:"yese yauinayo ipapo".

Murume didn't hesitate kuburitsa bag,Mai Susan even endorsed Ras kuti adanane nemwana.
we went home smiling, well I was, Ras vaive vachiri kunzwa effect yemambama.

As we got to our gate, yakangoerekana yave dzvii dzvii, tabatwa paye, taiswa mapanga pahuro.

"Pindai mukati" we heard

At this moment we realized that we were getting robbed.

TO BE CONTINUED...
Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh.

Enjoying this thread?

Keep Current with SLim Ghetto Youth

Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

Twitter may remove this content at anytime, convert it as a PDF, save and print for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video

1) Follow Thread Reader App on Twitter so you can easily mention us!

2) Go to a Twitter thread (series of Tweets by the same owner) and mention us with a keyword "unroll" @threadreaderapp unroll

You can practice here first or read more on our help page!

Follow Us on Twitter!

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3.00/month or $30.00/year) and get exclusive features!

Become Premium

Too expensive? Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal Become our Patreon

Thank you for your support!