THE RACE PART 2 : CONTINUED
Link of part 1
The 3 robbers vakapinda nesu muden, they had told us kuti tikadeedzera for help vaitoticheka cheka ipapo ipapo.
We complied
"Yohwe kani vana vangu" she cried out.
Robber 1:"shhhh amai Dai matonyarara henyu"
I told mom's kuti vanyarare tingoita zvavaida vakomana ava vatisiye tiri in one piece.
One wavo akatanga kupinda muma room achitsvaga zvekutora.
Ini naRas taive takagariswa Pasi mu dining .Ndipo patakatanga kuzevezera
Ras:"tiite sei bro,we have to scare them,we can't let them take everything"
Me:"haaa wangu Ndakambonzwa kuti chinhu chisingade kuonekwa nemumwe murume Ivhola yeumwe mfes,Hameno zvazvingori so"
Ras:"ukuti chiiko,uda tizvomore tibonyore pamberi pavo here?
Ras:"pamberi paMoms manje?"
Me:"wangu this is no time yekufunga zve MA morals"
Ras:"mdara plan yenyu ndeyekumama, tochekwa vhola idzi, ukudhibha ndapihwa mvumo namai Susan yekusombonya mwana wavo, I won't risk it"
"ndiani kouyu, Mwari I hope munhu anotiziya" ndini nechemumoyo
Robbers:" musadaire otherwise munofa"
The person kept on knocking but we didn't answer.
We then heard the gate open, munhu achitanga kuuya ku door
Munhu uye knocked PA door bvaanzi apinde, izvi zvikuitika ku door reku kitchen, isu taive ku living room hapana chataiona.
Takazongonzwa sound yekudzipwa kwemunhu achizhamba
Takashaya kuti munhu arikudeedzera kuda Mari yake achidzipwa ndiani
It went on..
"kupera kwemwedzi kuno, imari yerent, deedzai mwana wenyu andipewo Mari yangu"
Munhu uyu assumed kuti tsotsi iri raitove baba wedu,
Takavaona vachibudirika nepa hallway vachiuya ku living room vakadzipwa huro.
Ras:"Aizve ko mukutsvagei pano"
Chikomba:"mandivhara Mari yangu"
Ras:"mandirova kaimi, tit for tat"
Moms yanga yatove confused kuti zvii zvikuitika Paden
I looked at Ras ndikaona chikomana chave kunyemwerera.
Hana dzedu dzanga dzadzikama manje, that is when we remembered kuti taive takaisa MA weapon muma rooms for cases like these, takatoshaya kuti sei tisina kuzvifunga pekutanga
I went ku bedroom ya moms with one of the robbers. Ras akaendawo kuimwe room neumwe.
Ndichipinda mu bedroom I pretended to look ku headboard, ndipo pandakabva ndazvomhora rhekeni ikoko yakatokokwa ndokunama mukomana
While this was happening I heard.
"maziso angu"
I smiled ndikaziya kuti Ras has succeeded ne Pepper spray.
One anga asara mu living room panicked then Chikomba saw an opportunity ndokumuisa PA vice.
Moms ndokushedzera kuti mbavha,
Vamwe vaipinda muden mbavha dziye dzanzi dzvii dzvii. Vanhu ndokunanga ku police.
Asi munongoziya Zvoitwa panobatwa mbavha, vanotanga vamborohwa ne chaunga zvema 2 Mins vozosiiwa
We get in PA front desk wanike hapana munhu.
"ko rispo riripiko"Ras
We then heard sounds of someone having sex in the other room
Takamboda kugaya kuti Pamwe munhukadzi arikurohwa achichemerera
Moms yakangosvika ichivhura door without knocking
Shockingly we saw Officer Jethro.
Takangoona munhu achikanda phone kure, tissue neuko. Zvinoita panic, vakadhibha kudzima porn yaichema paphone, vakatozomhanya kwairi apa vachikwidza trousers
Moments later he came out,..
Moms:"Officer Jethro"
Officer:"Yes that's me"
Moms :"tauyawo nevanhu vanga vachida kutibira nekutiuraya ava"
Officer:"that is uncalled for, it's barbaric, we don't want such people"
Me:" haaa Officer, kana Manga mu chinzwa MA fuck me fuck me hard paphone penyu hazvirevi kuti motongosasa nechirungu kwatiri"
Pakaita a moment of silence.
Officer vakatanga kusasa ne shona vakaudzwa yese yakaitika.
Chikomba :"wakuru ini ndatongopindawo mu crossfire Ndauyira Mari yangu"
Officer:" Mari yako inani?
Chikomba :" vakomana vaviri ava"
Officer:"vaitora zvaita sei?"
Chikomba chaiziya kuti Deno akataura nyaya yake aigona kubva atambidzwa mboma or murume wamai Susan aitozobata yaaitamba.
Akabva abuda hake.
Isuwo takateera mumashure Tave kudzokera paden
We then went to sleep.
Ras:"hahaha Ahyas"
Me:"manakwa neiko"
Ras:"nyaya yekuburitsa vhola Iya, bho here 😂
Me:" Let us not speak of this ever "
There was no way paanga achadhibha hake mkomana zvinhu zvakadai
Takatozoonekwa seboys rakashinga chaizvo
THE END.