THREAD
THREAD
THREAD
Nguva iyi me and my brother Ras had the one of worst times mukurarama kwedu.
Everything was just terrible for us from bad relationships to kushaya Mari.
Me:"Ras toita sei wangu"
Ras:" haa bro hameno"
Me:" ma shrooms ndirikukwata wangu ngatitsvage ZVimwe"
Ras:" weed bro, let's try weed"
Ras:"haaa bro urikukwata here?"
Me:"handis kukwata ini"
I was trying to remind mfana uyu kuti things might go south but akandisimbisa, we went and bought weed takapihwa ka weed cake as new customers & we ate it munzira going bck home
Ras:" tikuita zvekudya or kuputa,?"
Me:" kuputa mfanami"
Ras:" weed in popcorns bro "
we decided to smoke and eat it. Takasota ma popcorns & blunts. we then went mu room and locked ourselves in.
Ras:" mdara life ma1"
Me:" I know bhururu, maybe it's a phase wangu"
Ras:"mmmm mdara takarambwa nemabby same time apa hatina bag tese"
Me:" ndokuti vanhu veropa rimwe wangu, suffering tese"
Me:"ko wanakirwa nei? Apa iniwo ndakabva ndangotangawo kuseka😂"
Ras:"mdara makarambirwa kunzi muri Slim kaimi, bby rako Haris bho😂"
Me:"shaa gaya,ndozvandiri ndingadii,but idako she's fleshlistic!"
Ras:"fleshlistic?ukutiiko"
"mdara hakuna chirungu chakadaro ,wadii kungoti Aida monya😂" Ras achinakwa hake.
Me:" haaa mfanami uriwe nyarara, iwewe wakarambirwa skiri rekungosura pese pese, kwese kurambwa😂"
Apa weed was now kicking in we could feel it but everything was good
Out of nowhere takanzwa gate kuvhura and it was Moms.
We checked the time it was 6oclock, she was supposed to be home around 8-9pm
Ras:"ah varikudei nguwa dzino?
DZOKERAI KWAMABVA! "
Chikomana kudeedzera apa iniwo handichagone nekuseka 😂
I went to open th door,ndabata handle kuda kuvhura,bvara ramba.
Ndaedza futi ndokuramba.
I was now confused Apa Ras vanga vakangomira pamashure pangu waiting for me to open.
Ras:"Force bamnini, apply force"
Me:" mfanami door haris kuvhurika"
Ras akauya tikabata handle tese kwakutanga kudhonza zvehasha tichideedzera " TIVHURIREIWO TIVHURIREIWO TAKUFA".
"Vanangu chii are you okay?"
Moms kuuya padoor.
"Mhamhaa the door won't open,it just won't open Ma!"
Mfana uyu zvechirungu anozozvida too much😂
Moms:"hamuna kukiya door here?"
We then looked tikaona zveshuwa kuti we had locked ourselves in tisingade kuti vanhu vapinde tichirova chamba.
Instead kuenda ku dining kunomhoresa moms takabaya ku kitchen tikagara
Me:"I wanna be a chef"
Ras:"shefu?Wafunga zve army"
Me:" chef wekubika mhani"
Ras:"ukuda kubikira ma general,waipa bro"
Mom:Hatiswereswe here vana imi"
Me:"Maswera sei Mhamha"
Ras:"Maswera sei Mhamha"
Moms:" taswera, muri right right here vana imi, makuita zvedoro?
Ras:"no we are just happy
After greetings we then decided to go back ku room kwedu
Now paakangoti demon ndakatogaya spiritual war baba😂
I went running ku room kutotsvaga Bible 😂then came back ndichideedzera OUT OUT !!😂
Me:"Shaa ndaonawo kunge dhimoni baba, ndandakutoda kutoita bring in the holy ghost"
Ras:"but unomhanya wangu,speed yako iyi kumberi,dai wakamhanyira your ex maybe waisarambwa"
While we were talking Moms yanga yakangonyarara yakatitarisa 👀
We didn't knock takasviko vhura nekuenda straight ku dining kwavo tiri serious tichiimba "Open the flood Gates of heaven iya yekwa Michael Smith"
Me:" Preach brother Ras"
Ras:" I said I see darkness in this place Lord.
Me:"Glory Glory Glory "
Neighbor:" hakuna magetsi zve vakomana manga matii"
Apa isusu taiona kunge rima was something spiritual chikutadzisa kuti light rivepo😂
Me:" The Bible says...."
Ras:" Yes brother yes"
Me:" The Bible also says..."
Ras:"Waal Powerful powerful"
Me:"I hope you've heard the word, Amen"
Ras:" You're God sent, let's start a church"
In my head ndaitoona ndichipedzisa kutaura mazi verse izvo zvaigumira mumusoro😂.
Chakashamisa is Ras aiita kunge pane zvaainzwawo😂.
We left our neighbors house and just started walking mu raini looking for people to preach to.
Me:" wow wow wow"
Ras:"wewu wewu wewu"
Me:"huh👀"
Ras:"wow,wawu,wewu,wiwu,wowu!"
We looked at each other tikatanga kuseka😂
Ras:"I see a bright future pano & we would like to bless you
Ras:"By the Power investments In me I pronounce you...."
Me:"power Investments? Not power vested?"
Ras:" vested? Not invested? "
Me:"mfana wakunyanya it's vested 😂,tinyarewo "
Tapinda muden, got in our room and thought we didn't greet mom's. We went back out kwavari
Me:"maswera sei moms"
Ras:"maswera sei moms"
Moms:"👀"
Tikasimuka tikabaya mu room😂
Me:" Mfanami takabatwa"
Ras:"shhhh taurira pasi "
I looked and saw Ras vakapfugama achiita kunge arikunamata , iniwo kwakupfugama paside and whispered.
"Ras takabatwa" 😂😂
Ndaingonzwa chikomana chichiimba ma gospel tunes kusvika ndarara
Hameno kuti vakazobva ipapo kuzopinda mugudza rake nguwai.
THE END !!!