THREAD
THREAD
THREAD
In my hood tine vedu Officer Jethro aka OJ
He's well Known for failed drug busts, kuda kungonetsa ma ghetto youths zvisina basa
One time Officer Jethro took the job of a sniffer dog vachida kubata pakahwandiswa chamba dzikachiwana .
Semunhu asina plan I just decided kungofamba famba hangu ghetto listening to music and appreciating the finer things in life.🍑
Ndakasvika kumakombi ndikaona chikomana Ras chichidzika kombi.Mfana uyu anga amukira kubuda paden asina kutaura kuti akubayepi
Dzakabuda kombi dzichizhinya paye and I had to ask.
Me :" ko waita plan yako wega ukarega kunditipawo?
Ras: mdara mamuchida tinonhafa baby one tese here?
Ndipo pandakatoona kuti mfana ane pamuromo uyu
Tirikufamba paye kupfuura nepamusika, iniwo ndokugumburwa nedombo kwakusviko tsika madomasi anga akawaridzwa pasi nevamwe amai.
"mwana iwe ndipo pane hupenyu hwangu apa, iwe kutsika uneshuwa" vachipopota.
Mom's iyi yaitosasa kunge ndatsika ese izvo I realized kuti ndakatsika one chete .
Ndini uyo trying to calm the situation cz mom's yakanga yakutodeedza crowd paye.
She pushed me nehasha Iniwo kwakudzedzereka ne reverse kusviko mbundira imwe gogaz
Gogaz:"wabata chaipo mzukuru😚
"Ini ah gogaz bho here Ava!?" nechemumoyo
Meanwhile Ras vakutobvaruka cz he noticed what had really happened.
I had had enough of the noise and I just threw ka dollar nehasha kwakusviko rova mom's iya kuface then she fell down.
But kudonha kwavo kwakanzwikwa na officer Jethro waitozvipfuurirawo.
OJ vakasvika vachimhanya paye pa scene of the crime, ndokusviko tunga vamwe cde vanga vakamirawo vachiona.
Vaizozviwanza OJ
OJ :"right right paita nyaya apa"
Oj started laughing looking at the silent crowd.
OJ :"hahah👀"
Crowd:"..."
OJ:"ahyas heheheh"
Crowd:"..."
OJ:"mukapusa ndokusungai mese,sekai neni
Crowd:"😂"
Before I could even explain my side of the story OJ vakatobuditsa chain,gave me two options,kufamba ndega or kudhonzwa ne chain.
I chose to walk alone going ku police station, apa gogaz iya ichingodeedzera "siya mzukuru wangu!"
OJ rushed to her:"madam mukuda ASS_ istance here?😅
He said this dzichizhinya nevamwe officer vanga vari padesk.
He continued:"iGARO ziya kuti tobatsira
OJ :" mfana svika pano ,right, chamba chacho chiripi!
Me:" chamba? OJ I don't follow"
Mukuru Ava had forgotten kuti my issue was yemadomasi, vanga vakutozviona vachiita ziku drug bust😂
While I was in there Ras vakasvika nema patapata,
Me: ko wangu ma slippers ndeei!?
Ras vachichema:" mdara mave musungwa zve , ndakufungai apa.
Me:" aizve, zvauri dako"
Ras went back home ndikasara mupolice station
He called me out then tikabuda panze.
I could see kuti fathers Ava vaitoda kuitwa bribed.
"Mari handina, but kune chamba ndokuziya"
He went in to get his jacket and left me outside, I then bolted kutiza paye😂, kutondipa mukana.
Ndaingotenderera😂😂, ndichigaya kuti vanogona vari kumashure saka I was making sure kuti he won't see paden pangu😂
Ndikusvika ndikutoona Ras atobvisa zvinhu zvangu
Me:" ko iwe , ukuitei "
Chikomana chakavhunduka kundiona, he wasn't happy to see me, vanga vakuda kutoita take everything 😂
Ras:" I was praying for you mdara,in spirit"
Me:" spirit? Ko clobha rangu wanga uchiitei?
Ras:" kutoona kuti wanga uchazodzikwana here pawanga uchadzoka"
Ndipo pandakaona kuti cde Ava vaive mumero😂
I later met him and turns out vaitodawo zvavo chamba
I took him ku the house of weed and the events that transpired are for another day😂😂.
THE END