My Authors
Read all threads
QUEUE REZUPCO🚍🚌

THREAD
THREAD
THREAD

My apologies some threads had been lost I had to start again🙏🙏

Enjoy
What I've realized panyaya dze Zupco(Zvipiko) is that itori njuga chaiyo, sometimes you win and sometimes you lose, chakakosha is patience, kana usina hapana kukwira kwaunoita.
Rimwe zuva ndakuda kubaya paden kubva tonaz I decided to pass through Copacabana to check kuti queue yaive yakamira sei. Ko hapana asingade kuita save money zve.

Ndino uyo ndasvika paye and saw Paine two maqueue , one for tapcard and cash. Ini handina tapcard so I went pe cash.
I arrived na 6pm pa Copacabana. Ndichingosvika I had that feeling yekuti zvogona kudhakwa ndikatadza kupinda,I even thought of going kumakombi but I saw vamwe cde vakandisimbisa kuti tingomira cz mabus aiuya faster faster.

Cde vainzi Thabani,nyaya dzakatanga kutsva
Tamira paye time dzanga dzave half 6 .

Me:" haaa Zim bho here wangu, zvese zvakudhura ,food haichatengeke gaya kutenga sadza re 15bond , kuita here

Thabani:"haaa ma1 izvezvi handina kana bundle re App, ndikutoshaya kuti ndodini izvezvi ndikakwira bus I'll save ye data"
Me:'unoketa kuti chii,kuoma kwezvinhu zvaakuzikanwa na whoever, hapana anoti Haas kuziya"

Thabani:" Ani?"

Me:"Ani kudii?"

Thabani:" whoever uyu, ndiani

Me:"ukutiiko wangu"

Thabani:"ndewepi hwevha ava,anoita nezvei?

And it hit me,cde Ava thought kuti whoever izita remunhu😂
While we were at it, pamberi pedu about 5 people from us ,takaona imwe mom's coming towards us bvayadonha pasi.

Takavhunduka kuti ko how far, tatarisa paye wanike mother Ava vaita collapse.

Madzimai anga Ari padhuze kwakutotiza instead of trying to help
I was about to rush and help but ndakatangirwa nevamwe cde vakabva muqueue re tapcard, chikomana chakaita basa mom's kwaakumuka, ndokubva vagara pasi mu queue re cash.

Now guys, mom's Ava wasn't mu queue but yakabva yatoita automatic kaiyi,.
She was told kuti bus richingouya she'd get in

After 10 mins pakauya vamwe two vakadzi zvikanzi
" Ko uripano chii chaitika tanga tichikutsvaga"

The crowd told them what happened paye zvikanzi.

"Tomuziya tofamba tese , paachapinda topinda Naye kumusvitsa kumba.
Apa ndipo patakaona kuti yanga itori technique,crowd yakarohwa inonzi skillfull, they used this kuti vakwanise kukasira kubaya paden 😂.

Boys raive kumashure yakabata skiri iri, and vakatanga kungopopota but no one had the guts to say it out loud, that's when thabani jumped in
Thabani:" hoo makasa Mirai mirai, this is ridiculous, rubric, barbaric , this is unjust!"

Me:" yes Advocate pindai Nemo Nemo"

Thabani varipakati pekupopota pakauya Zupco inspector and said

"Ukada kutonetsa haupakwire panapa,dzikamai bambo, ukupopotei, apa hauna cash
Ndiko kupera kwakaita bopoto, Thabani vakapera strong😂 ndokunyarara zvavo apa vanhu vanga vakutobvaruka nekuseka.

Ndipo pandakaona kuti kana usina Mari hausi Chinhu😂.

Zupco rakauya ndokutakura madzimai aye akatoenda pamberi😂, zvavo zvakatonaka ,zvoda kungwara zvinhu izvi
These buses only took vema tapcard chete

Vanhu vema tapcard vane dzungu, imhosva here kuti ndadawo kuchancer bus?😂

Vaiita kuramba kuti munhu we cash apinde,kunge bus nderavo.Hanzi takabhadhara Kare,so what😂

Apa the machine wasn't working so vaingobhadhara cash like us
I checked the time and saw dzatove 8.
2 hours ndakastika tap card ichingotorwa kaapa,

I gave up and left Thabani varipo,
As I was leaving umwewo mfes had given up, vainzi Jabu, we decided to go Pana mbuya nehanda na Jason kumakombi.
As we were walking we saw imwe mom's ichibvutirwa bag muna Jason .

We decided to chase mbavha iye tichidzika Joina tichideedzera mbavha.

Takasvika naye pa joina tichingomhanya,he took a left turn kuenda pazimpost.

As we made the turn chasing him we saw chimwe chikwata😂
And suddenly they were now 8 😂😂,
That's when we realized kuti the tables had turned.

"Right chiitai tione" one of them said, vachisekerera vakabata chi baseball bat.

Takatarisana naJabu,we bolted paye😂😂 and they started chasing us chanting mbavhaa😂
Takamhanyiswa nematsotsi Aya kusvika mu Harare gardens 😂, we managed kunzvenga team racho and we hid pachimwe chi area chiri pakati pe park, that one area ineka bridge nemazimiti😂.

Jabu achizevezera:" wangu tamama"

Me:" watii?" Ndini uyo whispering

Jabu:" ndati ta ma maa"
He continued

"I have a confession to make wangu, this might be last day on Earth waiziya.

Me:" bho here mdara taurai tinzwe"

Now bear in mind taizevezera pese apa😂.

Jabu:" ndodanana na maid"
Me:" mdara maid munhuwo saka no pres...."
Before I could even finish saying pressure,chikomana jumped in

Jabu:" maid wepaden pedu, Haas ega boss,ndodanana newe pa next door futi, newe ku next line"

Jabu vanga wakutoita kurudunura mafayera ese 😂,zvakandivhundutsa kuti munhu uyu anovadii vanhu vese Ava, I had to ask
Ho Mira Mira Mira, mdara, mabby ese Aya unomadii, une Mari here iwe.

Jabu:"ukufunga kuti kumira paZupco kuda here wangu, nditori pa budget "

Me:" Mama wega mukuru, ndiwe wakazviparira wega"

He started crying paye😢, ndakavhunduka ndikati maybe it's what I had just said to him
"Wangu ukuchemei ?"

Jabu vachichema:" unoziya zvandoitwa na maid paden zvakaoma, anoti kana tikanetsana ndonyimwa chikafu😭, izvezvi we had an argument nezuro, ndikunonyimwa food"

Me:"kovamwe avo"

Jabu:"kune nzara kudzimba dzavo😭"

Kuchema kwemunhu arikuzevezera kwakaipa😂
We hid for almost 40 minutes,taingonzwa ma footsteps so we weren't sure kuti matsotsi or vanhuwo zvavo😂

We finally decided to come out paye,we ran kubaya kumakombi.
Takuda kusvika we saw bus reku hood going Copacabana,we went back and to our surprise Advocate was still there😂
Me:" Thabani , ko how far😂?"

Thabani:" koimimi how far😂?"

Me:" haa tatambwa nyowani wangu, inyasha tirivapenyu!"

That's when I regretted standing pa queue, Thabani was to blame paakandisimbisa, neniwo kuda zvakachipa 😂
Turns out queue ye cash yaive yakangostika, Hutsinye hunoita vanhu Ava😂😂Havana kana tsitsi Shem

We boarded the bus Kuma past 9 since queue recash ndiro rangarasara, I swore kusamira pa queue futi cz of these events that transpired.

THE END!!!
Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh.

Enjoying this thread?

Keep Current with SLim Ghetto Youth

Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

Twitter may remove this content at anytime, convert it as a PDF, save and print for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video

1) Follow Thread Reader App on Twitter so you can easily mention us!

2) Go to a Twitter thread (series of Tweets by the same owner) and mention us with a keyword "unroll" @threadreaderapp unroll

You can practice here first or read more on our help page!

Follow Us on Twitter!

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3.00/month or $30.00/year) and get exclusive features!

Become Premium

Too expensive? Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal Become our Patreon

Thank you for your support!