A thread about how my mother discovered that I was now drinking beer
1. Pafeya momz yangu raised me well. Yanga iri mukadzi weruwadzano munhu wekelaz so misikanzwa yese ndaingoti muroyi royera kure but rina manyanga hariputirwe, rinoda kungoiswa mubox...Why? #goodghettovibe
2. Ndakasvika paden ndakabata 2 macots eCastle ne empty rechi 3. Time was around 1145pm. Ndandisati ndambononoka paden kudai coz momz had a policy yekuti mwana anopakurirwa ndearipo, asipo ihombarume. So whatever I did I made sure ndasvika paden before 730pm. But on this day...
5. Monaz ndakamuka musoro webhabhidho uchirovera pahairline. Anga ari ma1, vakakomborerwa havo veSabata vasingabati mhamba. Yah apa ndanga ndakuita sober manje realizing how I had messed up. I waited patiently kuti vanhu vemumba vavhurire prodigal son.
6. I waited like munhu akamirira hearing yake mucourt. Apa ndaigaya kuti ndopinda ne plea bargain yekuti kudii bcoz ma1 ndomaziya. Pandakangonzwa door kuvhurwa ndakabva ndangoti kwarakwashu kumuka ndakananga kudoor. Ndakasvikawo Chief Justice vachitaridza kuti no nonsense today
7. Ndakasvika nekakunyara kunge kanyama kecolcolm pie kanenge kaexposwa by an angry customer. Ndakati,"mangwanani chirandu" but I was blue ticked sendisipo. Paipa apo. Ndakangonanga kunotora mutsvairo wepanze bvandatanga kutsvaira ruvanze. Izvi zvanga zvisati zvamboitika
8. Ndakaswera whole day ndichibata bata tumabasa twese twepaden. But ndaitonyara kunotsvaga chekudya mukitchen. But still momz did not even ask kuti wanga uripi. Hah vakandirememera muchembere. Unodemba kurohwa hako neshamhu
9. 2 days momz yaisada kana kutaura neni. Paden pacho panga pasingagarike apa gedhi racho unenge uchinyara kubuda. Ndakazoti dhuuu plan bvandabata imwe hanzvadzi yavo Kule Benaya bvandaitsanangurira status quo yepaden. Ikati don't worry ndosvika deepaz
DATING HRE GIRLS: BODY COUNT EDITION Part 2 #goodghettovibe
A Thread
2.1 Someone once said kuti pane munhu achazongodaidzira ari pakati petonaz CBD kuti "hah vakadzi so" obva angodonhera pasi nekutoti zii ipapo ipapo. Anyway we move..So nebabe rangu we continued bho zvekuti....
2.2Babe was always full of surprises nomatter the day. Rimwe day babe had a workshop kuVic Falls so rakati I'm booking a flight ndoda uuye the following wknd. (Hey that flight I will have a thread on its own bcoz it was my first ever)
2.3 So ndini uyo ndasvika kuHotel kwaigara babe zvikanzi I have a surprise for you daddy, ko ndanga ndatosvika malevels ekunzi daddy, zvana bae izvo ndezvekushaya. So akabva anditora ndiye neni downstairs ndakavharwa maziso, chaive chirungu chete apa ndakadya easy sehwai
DATING HRE GIRLS : BODY COUNT EDITION Part 1 #goodghettovibe
1.1 A saying in Hre is that It's much easier for a Zupco bus to pass thru an eye of a needle than a Hre girl with an iPhone to text you first. I'm a living testimony. No matter the drip...unless of course you're Mudi
1.2 So this girl taiviber bho, we hd a relationship like chibhodhoro nedilution,or so I thought. Yekushaya jagwa yangu iyi kanga kasina kana dhiri nazvo, or so I thought. Taigona kubva kuna 7th kunobata Mkt Square netsokorolla dzedu no pressure
1.3 Iko kuna 7th ndakazomboridzwa rata neboys tiri payapaya,mapaziyaka ehee ipapo. Tikafamba kubva ikoko kunobata RBZ nzeve dzakavhara dzichirira landline but still babe rakamira neni. Kana rakandiseka maybe rakandiseka nemafriends aro varivega, I wouldn't know hangu
Why Women Shouldn't Wear Skinny Jeans Part 1
New Thread #ghettothursday
There is that feeling of uneasiness inoitika kana wakagara pachemba uchiita hako number 2 paya panosplasher tumvura tworova a comeback. Ndiyo exact permanent feeling yaunonzwa kana usingaende kugraft.
Ghetto rakazondiremera heavy zvekusvika pakuti kumahwindi varungu. Ndanga ndapafinal stage yedesperation iya inonzi RR or chamuka inyama. Mhepo dzemadzinza dzinenge dzakajamuka rough I remember kunaLyton uko ndakanzi hapana basa ndikati chero kugeza hangu fence ndinoda
I sat on the edge of bed lyk a choir gal on honeymoon. Dai ndaiva nekashagi ndaiwana pekutangira. Maface emughetto hatina mari yatinomboshafa paside in case of emergency. Our savings acc is the back pocket, ikaiswa kufront pocket yatove 'u only live once'
Most ppl don't understand why I was sweating in winter. Momz yangu can vava. Make no mistake,she is a very devoted christian with Mahendere CD that nvr bn removed from the DVD since 2015. Bcoz of what I am abt to say, if I mention church yavanopinda, I will be sued by vanhu veUMC
Momz yangu ine short fuse zvekuti ukaita offside inokutema nechinhu chainenge yakabata ipapo.Muden medu chinhu chega chandisina kumbotemwa nacho is TV and kitchen unit bcoz one TV yakamountwa kumadziro and two kitchen unit is fitted. #africanparents
Ndakaita about a minute ndichikanganwa my own cell number, ndichingoiisa ndakadairwa nekamukadzi kaya keEconet kachiti number not reachable. I tried 14 times ndopandakaona kuti kamukadzi kaya ndichandagwinyira. Ndakabva ndangoridza zitsamwa rekwaMai Azuka
Semunhu anga akarova smart I tried not to panic. Asi umm...Ukaona muhupenyu usati wagara pasi mutara wosimuka wogara wosimuka wofamba wobata muchiuno negotsi zvese ka1 take your time to pray. Ndakazviita in less than a minute until guard wepaSpar ati endai neconfusion yenyu kure
Ndichiri pakati pekunzwa masigns and symptoms eCovid, ndakagaya plan : I will fone my kule Puro who had solutions to every prblm, after all, he footed medical funeral bills of anyone in the family, he solved all family issues including vanorohwa nevarume,kutizira,he was just good
Babe rakasvika pakuti ndipoo number rega ratapirirwa nestaira ndikati no prob let's take it to the green app. Kaiti kakafona ndaiti mira I'm in a business meeting will call you jus now chero ndichidiridza mavheji. Ndaingomhanya patuckshop ye areas yangu ndotenga airtime.