Nìko Profile picture
26 Dec, 12 tweets, 2 min read
Haa amana kana ndakambopinda muma weird situation, today takes the crown ah πŸ˜‚

Thread πŸ‘‡
So kuma 2 i met my friend with his wife and kid in town. Sevanhu vakapedzsira kuonana kare i said why not help run their errands. Had finished mine.

Coincidentally I was wearing zvanga zvichi matcher nezve wife yake. My nigga atoseka akati you looking like twins chii chii
Shit got weird takufamba, pazotanga kunaya ma "nice family mudhara" comments

Pana money changer angoti "ka family kakarongeka ako tsano, ingotizai shurugwi ramunaro iro" apa achireva muridzi wemukadzi πŸ˜‚

My guy just laughed but I noticed kakufizuka kaaita
Tapinda mu shop, he goes on to look for items, ini ndasara nemwana I'm paying for my vodka.

Ka babe kari pa till kakuti "ah mwana akanaka mai vake varipi, i said avo varikuuya"

My nigga arrives nemkadzi wake, ka babe kaya kwakuti "ah akafanana nemi baba vacho kudarika mai" 😭
Ziso raapihwa nemufesi wangu uyu maihwe πŸ˜‚πŸ™Œ

Wife yake ndoyazo explainer ikaunza clarity

Iko katoona kuti kabhaiza bvakazama ku cover cover.

Mfes wangu azongoita kamwana keku looter mumaoko angu ndakavarairwa. Handina kumbobvunza kuti how far
The kid started crying zviri so loud zvekutovharira. It was so bad

Mamwe madzimai abva atanga kutoti ko nhai mwana mamuita sei chii chii, and the wife kwakutopindura kuti haa no anowanzonyarara baba vacho vakamubata
Ndopandati ah rega ndikabate 2 minutes mfes angowana kubhadhara pa till

Ka mwana kabva kanyarara kuti ziiiiii kwakutotanga kusekerera πŸ˜‚

Mdara paita zi awkward silence 😭

Mfes wangu abva akwira temperature . Dai aiswa ka infrared thermometer at that time kaiputika πŸ˜‚
Hameno ka babe kepa till kazokanganwawo ku includer plastic bag, maihwe katukwa. Ndokapedzerwa shungu πŸ˜‚

Mdara kaudzwa nezvema large nema small intestines kusvika manager auya kuzo resolver situation.

Atozoripihwa mahara paper bag
Inini ndandamira pa exit. Couldn't let the kid see his dad embarrassing himself. Mwana aizokura asina respect naye πŸ˜‚

From there dzabva dzati handei ku kombi

Man didn't want to talk to anyone. Anga achifamba kunge Terminator achingodhuma vanhu

The wife was just trailing behind
Ndandavadzorera mwana because eh πŸ˜‚

Tasvika pa kombi, tinogara ka same hood chii chii, zvikanzi na hwindi blaz nechimoko nemwana pindai zi first born renyu iri riuye pakadoma

Mdara mbama yapotsa hwindi ipapo ka πŸ™Œ dai yamubata aifirapo. Kuti fii πŸ˜‚
Fearing more comments, ndangotanga kubata bata homwe ndikazonyepa nyepa kuti ndakanganwa kutenga mask nyowani chii chii kuti ndiwane mabviro pavari because yanga yangove violence yega yega dzakungo popota popota mukombi

I headed back ndikambonotenga tuma eats zvanguπŸ˜‚
On my way home right now. Ndadzifonera kuti ndinzwe kuti afamba bho here but hadzisi kudaira

Dai tikasasangana kumarainiπŸ˜‚πŸ™Œ

β€’ β€’ β€’

Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh
γ€€

Keep Current with Nìko

Nìko Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

PDF

Twitter may remove this content at anytime! Save it as PDF for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video
  1. Follow @ThreadReaderApp to mention us!

  2. From a Twitter thread mention us with a keyword "unroll"
@threadreaderapp unroll

Practice here first or read more on our help page!

More from @khar_risma

2 Nov
Vana va landlord vane mashura boys..nezuro ndakapotsa ndapinda navo fight πŸ˜‚

Thread.
Ndakasvika pa den ka kuma 4 pm after an epic weekend nevakomana..ndainyatsogaya sadza ne huku baba because nzara yanga yandigara rough

So ndakasvika ndikaisa mvura yesadza pamoto ndikasota zvese, kwanga kwasara kuti ndinotora nyama ku fridge ya landlord yandikachengetesa..
Ikoko since yangu yakaita mayaz.

Nda knocker paya, chabuda chimukomana chandipa greeting. Ndikati ndipo ka huku ndimbonomhanya cookings

Ndakaona ndakudhonzerwa pa side zvinoitwa mapurisa ne mahwindi kana pakuda kutonyorwa..ini ehh ko chachii

Zvikanzi haa mdara pane zvakaitika
Read 11 tweets
3 Jul
Ko nhasi ndapotsa ndapinda busy zve πŸ˜‚πŸ™ŒπŸ”₯

πŸ‘‡
Ndanga ndakato easer in bed ka chi monaz, Xvideos and chilling πŸ˜‚

Ipapo phone yangu yabva yarira, ndaidaira zvikanzi huya paita heavy zi dhiri rine 150

Handina kana kugeza ndangochinja nekunanga ku zupco πŸƒπŸƒπŸƒ
Zupco can't get, pfee muka private, driver is playing Winky D, I'm vibing, already spending mari yacho in my head

Just before show ground paya mota bvayanzi na officer pull over

Ndipo pandabva ndagaya kuti handina tsamba kana mask πŸ˜‚

Ndangobata pondo US yanga iri muhomwe.
Read 13 tweets
3 Apr
MY WORST NIGHT EVER

(continuation)

Please this is not fictional
It's based on a true story
πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
Amana yaive temple run chaiyo.

What i failed to notice was mudhara we babe akazobudawo achitevera vakomana ava vaindimhanyisa.

So pakadonha mfes uya team rakamira 2 minutes then pakasvika mudhara pa scene bvavamusiya nemurwere and they continued the manhunt
I followed kwaibva noise in anticipation that kune bhawa.

Ndakambogaya kuenda kumapurisa kuno reporter about mbama dzandaive ndapihwa πŸ˜‚.

Plan yaivepo yaive yekupinda any mota ndishaike panzvimbo

Ndakasvika nekutongotanga kutsvaga mota dzakuda kubuda
Read 20 tweets
31 Mar
My worst night ever πŸ˜‚

I remember this one Friday night, playing fifa nevakomana, ndapinda final paya, Real Madrid vs Atletico Madrid.

The game had just started, then babe sent a message

"Huya ku sleep over"

Thread πŸ‘‡.
Babe stayed ku Chitungwiza and I was at UZ, but kure kwemurume ndokusina p*ssy πŸ˜‚

Trust me I'm a hardcore fifa fan, but ipapo i decided kusiya bhora.
Rushed ku room, Ndikatora ka satchet ke mukwapurab*che ke mfes wangu ndika diluter ne vat ndikamwa.

Sleepover ka iyi i need extra energy....... Ndaizvisimbisa paya ndiri mu room whilst getting ready

Grabbed my wallet and headed out.
Read 27 tweets
2 Mar
Lol i just remembered. Thread πŸ‘‡

Ndaifamba manheru ne babe from Groombridge to campus.. bhodhoro mumaoko tiri kurova ma shots paya ka I'm marinating munhu wangu.
Tiri kudanana hedu paya every two steps kiss every 4 steps ndabata garo. Groombridge to campus is only 20 minutes but hour ranga ratodarika tirimo hedu mu road.
All of a sudden mota pfee pamberi pangu.. the lights were so bright i couldn't see. Semunhu ane babe ndikati handidherwe ndikatanga kusimudza ma fuck you πŸ˜‚
Read 25 tweets

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just two indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3/month or $30/year) and get exclusive features!

Become Premium

Too expensive? Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal Become our Patreon

Thank you for your support!

Follow Us on Twitter!