My Authors
Read all threads
Lol i just remembered. Thread 👇

Ndaifamba manheru ne babe from Groombridge to campus.. bhodhoro mumaoko tiri kurova ma shots paya ka I'm marinating munhu wangu.
Tiri kudanana hedu paya every two steps kiss every 4 steps ndabata garo. Groombridge to campus is only 20 minutes but hour ranga ratodarika tirimo hedu mu road.
All of a sudden mota pfee pamberi pangu.. the lights were so bright i couldn't see. Semunhu ane babe ndikati handidherwe ndikatanga kusimudza ma fuck you 😂
Ndakazongoona vakomana vema kepesi vachibuda mumota. Man they were armed and babe rakabva rabatirira pandiri
Ndakamuti hold the bottle, bvaabata ka paya achifunga kuti dzaddzy vakuda kumamisa vanhu..

I rolled back my sleeves and loosened my tie. Was wearing ka formal chii chii
Bara randikarova ipapo ndichidzokera ku Groombridge ka😂😂😂 👏👏👏
Zvekuti team rine pfuti I didn't even care 😂. Alcohol made me feel bulletproof at the time.

Man i ran so fast that mupurisa ainditevera ended up cheering for me 😂😂

Ndaingonzwa "famba mwana wamai famba"
So ndasvika ku Groombridge i then realized kuti babe harina kutevera 💔💔💔😂😂😂
In my mind I was like anopenga here mwana uyu. Ndakatanga kupopota ndiri 1 as i was slowly dressing up ndipinde mu spar ndiri Normal.

Ndakazongonzwa "ndakubata mwana wamai" 💔💔💔
Ndakabatwa ne 6 varume ndikaiswa njema mumaoko nekuma kumbo 😂. I was shouting my rights ndichiti hee abuse hee abuse. Dai pane njema yemuromo ndakaipfekedzwa 😂😂😂
Ndakasvika pa mota yavo babe ratoiswa imomo rakuchema rough. I negotiated with them babe akaendeswa pa campus team rikabaya neni ku station. It was now around 9pm.
Ku station baba ndakasvika ndikanzi right iwewe unoda kunzi unomhanya stereki.. akomana buritsai sajeni Zvichanaka

Sajeni Zvichanaka raive zi mboma hama dzinodiwa munashe
Ipapo i held my butt for one last time because i knew after meeting sajeni Zvichanaka my ass wasn't going to be the same again 😂
Ndakaradzikwa pa zi table.. two men held me umwe akabata makumbo umwe maoko.

Ipapo 3 other officers were fighting as to who will beat me first
Hanzi "aihwa amana munhu watikarova last time akasvika pakufenda ndisati ndanyatsomunzwa nhasi ndini ndotanga"

Kurohwa magaro kusvika wafenda 😂😂😂. I just couldn't handle it. Ndakatanga kurova ka Lord's prayer silently
From nowhere a Chinese officer arrived started speaking. Unoziva kuterera kwemunhu arikutya haunyatsonzwe bho. Pa convo yavo I just heard these words "pondai, no mercy, mdc, gwara re zanu😂😂😂"

Ndakangoti kana zvane zanu mukati lemme write my will
Officer vamwe so vakafonyoka kumeso vakatanga kukoira koira kumagaro ne mboma vachi checker ma settings kuti vorova papi pacho.

Asi face yavo ndiyo yainyanyorwadzwa kutarisa ndaive ndakutoti ngavarove zvavo ndiwane kumwe kwekuisa attention kusiri kumeso kwavo
Ndakazongonzwa zvakunzi mwana wa mai next time doro tinomwira kudzimba kana kubhawa kwete mu road. Bhadhara fine uende
In my mind ndakatanga kuimba mahendere.. makanaaaka Jesu ta ta ta ta
I paid the 20 bucks and the offcers returned me where they picked me vakutotsvaga vamwe anabharanzi to victimize😂

It was now around half 11.
Went ku room ndikasvika babe rakandimirira richichema. I then felt guilty nekumutiza kwandanga ndamboita 😂

I was almost sober.. and i decided to just smoke ka weed nyana torova lula ne mwana. So i went mu toilet and took out my weed
Ndichangobva kubatidza.. Janitor we Manfred kemagirazi kedzungu kaya kachipindawo mu toyaz 😂😂😂.

I had just escaped mapurisa now ndakubatwa ne weed.. Jeri ka iri zvakare
Ndakasticker ndiri ku ma shower. Nigga did his business and left without even noticing me standing there all crimed up 😂.
I finished my blunt ndikabaya pa room.. haaa the night however ended well mwana akatozorara pa room paya😂
Missing some Tweet in this thread? You can try to force a refresh.

Enjoying this thread?

Keep Current with Bad Boi

Profile picture

Stay in touch and get notified when new unrolls are available from this author!

Read all threads

This Thread may be Removed Anytime!

Twitter may remove this content at anytime, convert it as a PDF, save and print for later use!

Try unrolling a thread yourself!

how to unroll video

1) Follow Thread Reader App on Twitter so you can easily mention us!

2) Go to a Twitter thread (series of Tweets by the same owner) and mention us with a keyword "unroll" @threadreaderapp unroll

You can practice here first or read more on our help page!

Follow Us on Twitter!

Did Thread Reader help you today?

Support us! We are indie developers!


This site is made by just three indie developers on a laptop doing marketing, support and development! Read more about the story.

Become a Premium Member ($3.00/month or $30.00/year) and get exclusive features!

Become Premium

Too expensive? Make a small donation by buying us coffee ($5) or help with server cost ($10)

Donate via Paypal Become our Patreon

Thank you for your support!