THREAD.
THREAD.
THREAD.
Me and my bro Ras takachilla hedu muroom umwe pa laptop umwe pa phone tichirowa ma shrooms paye.
It was our first time trying acho anokuitisa high aye
Minding our own business tichidya mbichana mbichana
Mom's yakasvika nekungotenderera paden checking kuti pakachena here, wanike ma bin akazara haana kunoraswa
Team riye ma garbage collectors havauye zvekumhanya.
They sometimes go for two months or even more vasingauye.
Kusaizana kauku, vanoda tirasirepi???
If they own the house they do what they want.
Mom's yakasviko pinda mu room by force takazorora ikati
"Imi vakomana imi,pamba mamboona zvapakaita, Moda kuti pacheneswe Nani.
Kasikai endai morasa marara uko"
So me and Ras decided to wait it out and later go kuzvi 10pm vanhu varara.
Cz you can't really go kunorasa marara kwakachena cz people will complain or you might be unlucky and see team re EMA
We went kunorasa kuchi area which was behind a carpark, kwaive safe cz noone really went there.
We walked hedu cracking jokes zvinhu zvichifaya paye.
We then stopped when we heard a voice say.
" Imi vapfana imi mukuitei ipapo,hamus makujairira here"
We didn't know where this voice came from ,it freaked us out but we continued.
Ras vakatemwa ne chisadza vakati dhi kudonha.
I was shocked kushaya kuti chabvepi, went to help Ras get up and whilst we were down that's when we saw it ladies and gentlemen.
We froze .
After a few steps we saw another guy kuita kunge abva pane the first guy.
Tikati ndiyo Illuminati kaiyi.
We bolted paye kutiza ,I had to take bhara redu with me cz paden ndaisviko tambidzwa tunhu twangu if I had left it😂
"Ndimiriroo Ras ndofa ndega here"
I could hear the footsteps behind me getting closer paye and I looked back to see kuti vasvika papi"
In my mind I was like wtf is going on.
I looked ku front and behold one of the niggas was sitted mu bhara achizhinya looking at me.
I Lost it...and I went blank paye I collapsed.
As this time I had thought that Ras had made it home but I was surprised when I saw him sitted next to me.
"Ko Ras chii chaitika, thought wasvika paden taura tinzwe"
Turns out Ras vakatemwa futi ne sadza vakadonha.
Mdara vaive weak ava
I had no clue how they were going to take us there.
I'm sure chisero gang chete
Apo Ras varipaside vachingochema vachidedzera
"Mdara bby rangu richasara richikwirwa"
Aikazve,mfana akakwana here uyu,how can he think of such at a time like this
Ndini uyo, kufunga denga munguva yakaoma kudai.
We started praying paye ,ndichikanda tuma song twe church apa Ras varipaside side vachirova ndimi.
Me - Ndimi? Mfana Haas kuita blasphemy here uyu . I asked myself nechemumoyo.
Whilst we were doing all this , team riye we chanting some weird words paye and we noticed bhara redu richienda mudenga.
These niggas wanted us to fly nebhara kubaya joza.
The guys came at us and put us mubhara muye guys.
At this point me and my brother Ras were just shouting
"Fire Fire Fire , Moto Moto .🔥"
And these guys were just laughing. That's when we knew kuti panodiwa fasting mukurarama
I kid you not people, a man in a white Rob came right out of it
We looked at each other paye na Ras not sure if this was a rescue attempt or he was part of the guys.
"Run my children,Run" shouted mr white.
When he said that our hands and legs were automatically untied ,
Ipapo bolt taimusiya kunge kamba chete.
"mhanya mfanami mhanya"
Ras varimo kumashure vachiteera nebhara vachidedzera
"Mdara Mirai kani, tofa tese "
Aikazve, mfana anopenga here uyu
Ini handina kuona wall I just jumped kupinda then ndikatenderera kunovhurira mfana.
Tichiri takamira paye digesting what had just taken place ndakaona Ras vachidirwa mbama
Ndikucheuka ndichitambidzwawo mucheka ndini dhii pasi.
Tadirwa mazivhat paye.
Then ndakutoona kunge tapinda mu pool
What kind of witchcraft is this?
Ras Ari paside achideedzera I'm Kirsty and he's Michael Phelps
Me & Ras tangotarisana tichishaya kuti wagwan
Turns out we never left the house kuenda kunorasa marara.
The two Illuminati niggas were two black trash bags we had.
Mr White was mota yepaden
That's when we knew kuti those shrooms had kicked in more than we thought they would.
Takapinzwa Mumba tikakandwa mu shower and we were told to sleep tozopedzerana mangwana.
THE END